Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2012
Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 1/1, 2/1, 4/1, 5/1, 7/1, 8/1, 10/1, 11/1
Bhaibheri raCoverdale, 6/1
Rinofanotaura Zvichaitika Here? 1/1
Zvevechiduku, 1/1, 4/1, 7/1, 10/1
Kushandisa Sedumwa, 12/15
Swahili, 9/1
Kusiyana Nemamwe Mabhuku, 6/1
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
“Chenjererai Mbiriso yevaFarisi,” 5/15
Chikwereti, 11/1
Chipo Chokusaroora, 11/15
Dzidzisai Vana Venyu, 3/1, 6/1, 9/1, 12/1
Gwaro Rokupika Kuva Akatendeka, 12/15
Kana Mwana Asisina Chokwadi Nezvaunotenda, 2/1
Kuita Kuti Kudzidza Kunyanye Kunakidza, 1/15
Kuona Zvinonyadzisira Kunogona Kudzingisa? 3/15
Kuroora Kana Kuroorwa, 10/1
Mutsa, 9/1
Sei VaKristu Vachibhabhatidzwa? 4/1
Tsvaka “Kutungamirira Kwounyanzvi,” 6/15
Unopa Sei Vamwe Mazano? 3/15
VaKristu Vaipindira Mune Zvematongerwo Enyika? 5/1
Zvandinodzidza muBhaibheri, 2/1, 5/1, 8/1, 11/1
JEHOVHA
Achagadza Hurumende, 11/1
Ane Hanya Nevanhukadzi Here? 9/1
Anopisa Vanhu Mugehena Here? 10/1
Baba, 7/1
Chii Chaungada Kubvunza Mwari? 11/1
Munzwi Womunyengetero, 7/1
Nei Aine Sangano? 2/1
Nei Akaita Kuti Jesu Auye Panyika? 12/1
Nei Akakumbira Abrahamu Kuti Ape Mwanakomana? 1/1
Nei Tichifanira Kushandisa Zita Rake? 6/1
Swedera Pedyo naMwari, 1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 7/1, 8/1, 9/1, 10/1, 11/1, 12/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
“Chengetedza Mwoyo Wako!” Magungano Eruwa, 5/1
European Court (V. Bayatyan), 11/1
‘Kubva Mumuromo Mevana’ (Russia, Australia), 10/15
Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 2/1, 8/1
Macolporteur, 5/15
Mapilgrim, 8/15
Miganhu Haina Basa (Portugal, Spain, France), 1/1
Musangano Wepagore, 8/15
Mutsa Unodzora Hasha, 6/15
‘Ndichakwanisa Sei Kuparidza?’ (akaremara), 1/15
Nei Zvichiparidza Paimba Neimba? 6/1
‘Shoko Rakanaka’ (redhiyo yokuCanada), 11/15
“Tinodzidza Pane Zvakaitika Kare” (Estonia), 12/1
“Tinokumbirawo Kutorwa Pikicha” (Mexico), 3/15
Tsamba Inobva ku . . . , 3/1, 6/1, 9/1, 12/1
VaAztec Vemazuva Ano, 3/1
Vakazivisa Shoko raMwari Noushingi! 2/15
Vakazvipa kuBrazil, 10/15
Vakazvipa kuEcuador, 7/15
Vanhukadzi Vanodzidzisawo Here? 9/1
‘Yaiita Kuti Vose Vanditarise’ (Dawn-Mobile), 2/15
YeChirungu Chisina Kuoma (Nharireyomurindi), 12/15
Yokudzidza (Nharireyomurindi), 1/15
“Zvandaida Zvazoitika” (kupayona), 7/15
Zvikoro Zvesangano, 9/15
Zvinhu Zvinokosha Zvenhoroondo Yedu, 1/15
Zvinozadzisa Kushaya Kwevamwe (zvipo), 11/15
JESU KRISTU
Akava Mambo Riini? 8/1
“Enda Naye Kwemamaira Maviri,” (Mt 5:41), 4/1
Evhangeri dzeApokirifa, 4/1
Jesu ndiMwari Here? 4/1
Kupindurwa Kwemibvunzo, 4/1
Mafiro Aakaita Akatadzisa Vamwe vaJudha Kuva vaKristu, 5/1
Maonero Aaiita Zvematongerwo Enyika, 5/1
Mhosva Dzevakarovererwa Pedyo Naye, 2/1
Ndiani Akatuma “Nyeredzi”? 4/1
Tinofanira Kuyeuka Sei Rufu rwaJesu? 3/1
NYAYA DZOUPENYU
Jehovha Akandidzidzisa Kuita Kuda Kwake (M. Lloyd), 7/15
Jehovha Akasvinudza Maziso Angu (P. Oyeka), 6/1
Kuchinjwa Kwakaitwa Mhuri yechiHindu (N. Govindsamy), 10/1
“Kuruoko Rwenyu Rworudyi” (L. Didur), 3/15
Makore 70 Ndakabata Kumupendero (L. Smith), 4/15
Ndaishamwaridzana Nevanhu Vakura (E. Gjerde), 5/15
Ndakazowana Rusununguko! (M. Kilin), 12/1
Ndava Kuziva Mwari Wandinonamata (M. Bacudio), 9/1
Shamwari Kwemakore 60 (L. Turner, W. Kasten, R. Kelsey, R. Templeton), 10/15
Zvatakadzidza Mubasa Redu Dzvene (O. Randriamora), 6/15
DZIMWEWO NYAYA
Abrahamu, 1/1
Ahashivheroshi (waEsteri), 1/1
Akadzivirira, Akariritira, Akaramba Achiita Basa Rake (Josefa), 4/1
Akaratidza Uchenjeri, Ushingi, Kuzvipira (Esteri), 1/1
Amagedhoni, 2/1
Anasi Anotaurwa muEvhangeri, 4/1
Atari Kuna “Mwari Asingazivikanwi,” 3/1
“Basa Renyu Richapiwa Mubayiro” (Asa), 8/15
Bhitumini Sedhaka Rokuvakisa, 7/1
Chichaitika Kuzvitendero, 5/1
“Chigaro Chokutonga” (Mab 18:12), 5/1
Chinhu Chiri Nani Kupfuura Krisimasi, 12/1
Chitendero Nezvematongerwo Enyika, 5/1
Fodya, 8/1
Kuita Zvemidzimu, 3/1
Kurasikirwa Nedrakema, 12/1
Kutenga Nokutengesa muIsraeri, 9/1
Kuva Nechitendero Kuzvinyengera Here? 11/1
Kuvimba Nezvaunoona Pakutanga, 3/1
Kuvimbazve Nomumwe Wako (amboita upombwe), 5/1
“Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo” (Rute), 7/1
Madzimambo Masere Anoziviswa, 6/15
Madzinza evaJudha, 6/1
Mari Shoma, 6/1
Matende Aigadzirwa naPauro, 11/1
Matombo Aiva Pahomwe Yepachipfuva, 8/1
Mazai Akachengetwa Muchando, 12/15
Mufudzi (wekare), 11/1
“Mukadzi Akanaka Kwazvo” (Rute), 10/1
Munyu Usisavaviri (Mt 5:13), 12/1
Murimi (wekare), 5/1
Natani—Mutsigiri Wokunamata Kwakachena, 2/15
Nei Vamwe Vasingapembereri Krisimasi? 12/1
Ngirozi Dzinotibatsira Here? 7/1
Nyere Pamariro Panguva yaJesu, 2/1
Nyika Ichaparara Here? 2/1
“Pepa” Munguva Inotaurwa muBhaibheri, 7/1
Rufu Rwevanhu vaMwari ‘Runokosha,’ 5/15
Ruvara Nemicheka Zvinotaurwa muBhaibheri, 3/1
Sarudza Ramangwana Rakanaka, 5/1
Shanje, 2/15
Shoko Rokuti “Hazvitomboiti!” 6/1
Tesaronika, 6/1
Tsamba Dzaitumirwa Sei? 9/1
Umambo hweBritain neAmerica, 6/15
Uori Huchazombopera Here? 10/1
Utatu, 3/1
Vabati Vehove (vekare), 8/1
Vaimbi, Zviridzwa (munguva dzekare), 2/1
VaKristu Vakatiza muJudhiya? 10/1
“Vanakomana Vevaprofita,” 10/1
Vanamati Varoorane Nevanhu Vavainamata Navo, 7/1
Vateresi (vepanguva yaJesu), 3/1
Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here? 8/1
Waini Yaishandiswa Kurapa, 8/1
Wakamborarama Kare? 12/1
Zuva Rokutongwa, 9/1
Zvidhinha muIjipiti Yekare, 1/1
Zvingaita Here Kurarama Nokusingaperi? 10/1
Zvinoratidza VaKristu Vechokwadi, 3/1
Zvinyoreso, Ingi Zvinotaurwa muBhaibheri, 11/1
Zvishamiso, 8/1
Zvokupoda-poda, 12/1
NYAYA DZOKUDZIDZA
Batsira Vanhu Kuti ‘Vamuke Pahope,’ 3/15
Chenjerera Misungo yaDhiyabhorosi, 8/15
Dzidza Kubva ‘Pakuumbwa Kwakaitwa Chokwadi,’ 1/15
Dzidza Kurinda Kubva Kuvaapostora vaJesu, 1/15
Dzidza Pakushivirira kwaJehovha naJesu, 9/15
“Hamuzivi Zuva Racho Kana Awa Yacho,” 9/15
Hungu Wako Ngaave Hungu, 10/15
Ita Kuti Ungano Irambe Iine Mafungiro Akanaka, 2/15
Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare, 5/15
Itai Sevagari vomuUmambo hwaMwari! 8/15
Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika,” 6/15
Jehovha Anotichengetedza Kuti Tiponeswe, 4/15
Jehovha Anounganidza Vanhu Vake Vanofara, 9/15
Jehovha Anoziva Nzira Yokununura Nayo Vanhu Vake, 4/15
Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika,” 6/15
“Jehovha Mumwe Chete” Anounganidza Mhuri Yake, 7/15
Jehovha Ngaakutungamirire Kurusununguko Rwechokwadi, 7/15
Jesu Akaratidza Muenzaniso Wokuzvininipisa, 11/15
Kanganwiranai Nomwoyo Wose, 11/15
Kufarira Tariro Yedu, 3/15
Kuguma Kuchaita Nyika Ino, 9/15
Kukanganwira kwaJehovha Kunokubatsira Sei? 11/15
Kumirisana Nematambudziko Emazuva Ano Takashinga, 10/15
Kupa Jehovha Zvibayiro Zvomweya Wose, 1/15
Kuramba Tiri “Vagari Venguva Duku,” 12/15
Kusavimbika—Chimwe Chezvinhu Zvinoratidza Mazuva Ekupedzisira! 4/15
Mira Wakasimba Udzivise Misungo yaSatani, 8/15
Munogona Kufara Mumhuri, Kunyange Zvitendero Zvenyu Zvakasiyana, 2/15
‘Mwanakomana Anoda Kuzivisa nezvaBaba,’ 4/15
“Ndidzidzisei Kuita Kuda Kwenyu,” 11/15
“Ndinemi,” 8/15
“Ndingadedereswa Naaniko?” 7/15
Nei Tichifanira Kuisa Basa raJehovha Pokutanga? 6/15
Ramba Uine Mwoyo Wakakwana Kuna Jehovha, 4/15
Ramba Uine Pfungwa Yokuti Nguva Yapera, 3/15
Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi! 9/15
“Shinga, Usimbe Kwazvo,” 2/15
Shumira Mwari Worusununguko, 7/15
Teerera Mwari Ubatsirwe Nezvaakavimbisa, 10/15
Tevedzera Muenzaniso waJesu Wokurinda, 2/15
Unganyatsobudirira Sei Muupenyu? 12/15
Unonyatsokoshesa Chipo chaMwari Chewanano Here? 5/15
Unoratidza Mafungiro Akaita Sei? 10/15
Upristi hwoUmambo Huchabatsira Vanhu Vose, 1/15
Uri Kuratidza Kubwinya kwaJehovha Here? 5/15
Uri Mutariri Anovimbwa Naye! 12/15
Usatarira “Zvinhu Zviri Shure,” 3/15
“Vagari Venguva Duku” Vanonamata Mwari Pamwe Chete, 12/15
“Vaitungamirirwa Nomudzimu Mutsvene,” 6/15
VaKristu Vechokwadi Vanoremekedza Shoko raMwari, 1/15
Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe, 11/15
Vimba naJehovha Mwari ‘Wenguva Nemwaka,’ 5/15