RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 3/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 3/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

March 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

May 3-9, 2010

Kubhabhatidzwa Muzita Raani Uye Rei?

PEJI 10

NZIYO DZICHAIMBWA: 58, 59

May 10-16, 2010

Famba Maererano Nomudzimu Urarame Somunhu Akazvitsaurira

PEJI 14

NZIYO DZICHAIMBWA: 63, 51

May 17-23, 2010

“Vakarurama Vachapenya Zvakajeka Sezuva”

PEJI 19

NZIYO DZICHAIMBWA: 108, 30

May 24-30, 2010

Boka Rimwe, Mufudzi Mumwe

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 99, 125

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 10-18

Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kunzwisisa kukosha kunoita kubhabhatidzwa “muzita raBaba neroMwanakomana neromudzimu mutsvene.” (Mat. 28:19) Dzine pfungwa d zichakubatsira kuti ungararama sei zvinoenderana nokuzvitsaurira kwawakaita.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 19-28

Mumufananidzo waJesu wegorosi nemasora, akataura zvaizoitika ku“vanakomana voumambo.” Gorosi nemasora zvinomiririrei? Mufananidzo uyu uri kuzadzika sei mazuva ano? Mufananidzo uyu unongoshanda kune vakazodzwa here?

DZIMWEWO NYAYA:

Kuramba Tichifarirwa naMwari Pasinei Nokuchinja Kwoupenyu 3

Mako—‘Anobatsira Pakushumira’ 6

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi 28

Ramba Uine “Mwoyo Wakachena” Munguva Dzino Dzakaoma 30

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

By permission of the Museum, Jerusalem

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe