RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 3/1 p. 32
  • Jesu Akafira Vanhu Vakawanda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Akafira Vanhu Vakawanda
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 3/1 p. 32

Jesu Akafira Vanhu Vakawanda

Jesu Kristu akaudza vateveri vake kuti akauya panyika kwete “kuzoshumirwa, asi kuzoshumira nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.” (Mateu 20:28) Akafa achida kuitira kuti abatsire vamwe.

Jesu, norufu rwake, akapa sei rudzikinuro? Nei zvaikosha kuti adaro? Jesu akafira ani? Uye rufu rwake rwungarevei kwauri?

Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka noushamwari kuti uonane nazvo kuitira kuti uongorore zvinotaurwa neBhaibheri pamibvunzo iyi. Gore rino, tichayeuka rufu rwaJesu musi weChipiri, March 30, zuva ranyura. Pachiitiko ichi, mhinduro dzinobva muMagwaro ndidzo dzichashandiswa kupindura mibvunzo iri pamusoro apa.

Unogona kuenda paImba yoUmambo iri pedyo chaizvo newe. Tapota bvunza Zvapupu zvaJehovha zvekwaunogara kuti izvi zvichaitirwa papi chaipo uye nenguva yacho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe