RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 3/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 3/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

March 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

April 21-27, 2008

Bvuma Mafungiro Evamwe, Iva Pakati Nepakati

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 8, 177

April 28, 2008–May 4, 2008

Wanai Mufaro Mumba Menyu

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 117, 89

May 5-11, 2008

Jehovha Anonzwa Patinochemera Kubatsirwa

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 58, 135

May 12-18, 2008

“Ndiani Akachenjera Uye Anonzwisisa Pakati Penyu?”

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 106, 51

May 19-25, 2008

Unoona Vamwe Sezvinoita Jehovha Here?

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 127, 213

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Kusiyana nemaonero uye maitiro evakawanda, pane zvikonzero zvakanaka nei vaKristu vachifanira kubvuma mafungiro evamwe. Ndezvipi izvozvo? Uye ungabvuma sei zvinofungwa newawakaroorana naye?

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 12-16

Nei tingava nechokwadi chokuti Jehovha anonzwa uye ane hanya patinochema kwaari? Nyaya ino inopindura mubvunzo iwoyo uye inoratidza kuti tingawana sei simba rokutsungirira miedzo.

Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 21-29

Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kuti tione vamwe zvakanaka, torega katsika kakajairika kokutonga vamwe. Uye tichaona kusiyana kwomunhu akachenjera zvechokwadi nouya asina kuchenjera.

DZIMWEWO NYAYA:

Kuparadzira Mashoko Akanaka Pamusoro Pemakomo eAndes

PEJI 16

Urongwa Hunokosha Zvikuru Hwokuzoona Mumwe Munhu

PEJI 19

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raRuka

PEJI 30

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe