RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w01 12/15 p. 31
  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2001

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2001
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZAKASIYANA-SIYANA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
  • MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO
  • NYAYA DZOUPENYU
  • NYAYA HURU DZOKUDZIDZA
  • UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
w01 12/15 p. 31

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya2001

Kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Bhaibheri Rakabatanidzwa Kuva Bhuku Rimwe Chete, 5/1

Cyril naMethodius—Vashanduri, 3/1

Kunzwisisa Bhaibheri, 7/1

Mipumburu yeGungwa Rakafa, 2/15

Nei Uchifanira Kudzidza, 7/1

Shanduro Yenyika Itsva Inodiwa, 11/15

DZAKASIYANA-SIYANA

Chidzidzo Pamuti Womuchindwe, 10/1

Chii Chinokosha Zvechokwadi? 9/15

‘Chizoro Chemaziso Chokuzora Mumaziso Ako,’ 12/15

Dhiyabhorosi, 9/1

Enoki Akafamba naMwari, 9/15

Kuchengeteka Munyika Ine Ngozi, 2/1

Kuita Kuti Nguva Yako Youduku Ibudirire, 8/15

Kuita Zvemidzimu, 5/1

Kuitira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitire, 12/1

Kunogara Kupfuura Ndarama Yakanatswa 8/1

Kuona Mari Zvine Mwero, 6/15

Kutambura, 5/15

Kutenda kwaNoa Kunopa Nyika Mhosva, 11/15

Kuvhiya Pasina Kuisira Ropa, 3/1

Maronda Ehondo, 1/1

Mashoko Akanaka oUmambo, 4/1

‘Muchiedza Chenyu Ndimo Matinoona Chiedza’ 12/1

Mudzimu Usingafi? 7/15

Mufaro, 3/1

“Mushonga Weguvhu Rako,” 2/1

“Ndinokwirira Kuna Kesari!” 12/15

“Njodzi Isingaoneki Youtano Hwevoruzhinji” (zvinonyadzisira zvepaIndaneti), 4/15

Nyika Iri Nani, 10/15

Ongai, uye Farai, 9/1

Origen—Machinjiro Akaita Dzidziso Yake Chechi, 7/15

Pakavakirwa Zvaunotenda, 8/1

Pane Chingaita Kuti Vanhu Vabatane Here? 9/15

Paradhiso Yomudzimu, 3/1

Pauro Anoronga Mipiro Yokuyamura, 3/15

Rudzi Rwemiti Inorarama Kwenguva Yakareba Zvikuru, 7/1

Tarirai! Boka Guru Revanhu!’ 5/15

Ungavimba Nemwero Yetsika Dzaani? 6/1

Unogona Kuva Nokutenda Kwechokwadi, 10/1

Upenyu Pashure Porufu? 7/15

Vanababa veChechi—Vaiva Vatsigiri Vechokwadi Here? 4/15

Vanoparadza Miti, 11/1

VaSitiya, 11/15

VekwaHasmoneus, 6/15

JEHOVHA

‘Chikomborero Chake, Chinopfumisa,’ 11/1

Simbisa Chivimbo Maari, 6/1

JESU KRISTU

Jesu Anoponesa—Sei? 11/15

Jesu Chaiye, 12/15

Rumuko, 3/15

MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI

Dhanieri aivepi pakaitwa muedzo wokunamata chifananidzo chendarama? (Dha 3), 8/1

Jobho akatambura kwenguva yakareba sei? 8/15

Kukopa mapurogiramu ekombiyuta, 2/15

“Kunamata zvidhori kusingabvumirwi nomutemo” (1Pe 4:3), 7/15

Kunyengeterera vakadzingwa? (Jer 7:16), 12/1

Kupinda muzororo raJehovha (VaH 4:9-11), 10/1

Mapango eareka yesungano (1Mad 8:8), 10/15

“Matenga” (2Pe 3:13) uye “denga” (Zva 21:1), 6/15

Mudzimai wechiKristu nezvinoitwa pamazororo, 12/15

Nei uchifanira kureurura kuvakuru? 6/1

Nyoka yakataura sei? 11/15

Pakazodzwa “Nzvimbo Tsvene-tsvene” (Dha 9:24), 5/15

Sungano yaAbrahamu—KuUri Kana Kuti kuHarani? 11/1

Zvinhu zvose zvakasikwa “nokuda” kwaJesu? (VaK 1:16), 9/1

Zvinoreva “kunamata nomudzimu” (Joh 4:24), 9/15

MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO

2/1, 4/1, 5/1, 6/1, 8/1, 10/1, 12/1

NYAYA DZOUPENYU

Chiedza Chinopenya muMiddle East (N. Salem), 9/1

“Jehovha Ave Akanaka Kwazvo Kwandiri!” (K. Klein) 5/1

Kubvuma Zvaunokumbirwa naJehovha (M. Zanardi), 12/1

Kupfuurira Munzira yaJehovha (L. Valentino), 5/1

Kushanda Kwose Kwandaidiwa (J. Berry), 2/1

Kushumira Nomweya Wose Pasinei Nemiedzo (R. Lozano), 1/1

Kutsigirwa naJehovha (F. Lee), 3/1

Ndinofara Nemhaka Yezvandinoyeuka Zvinokosha! (D. Caine), 8/1

Ndinofara Uye Ndinoonga Kunyange Zvazvo Ndakarasikirwa (N. Porter), 6/1

Taishanda Pamwe Chete (M. Barry), 4/1

Takaedza Jehovha (P. Scribner), 7/1

Upenyu Hwakapfuma Mubasa raJehovha (R. Kurzen), 11/1

Upenyu Hwakazara Nezvinoshamisa (E. naH. Beveridge), 10/1

Vaka“tsungirira Kusvika Kumugumo” (L. Swingle), 7/1

NYAYA HURU DZOKUDZIDZA

Abrahamu—Muenzaniso Wokutenda, 8/15

Chengeta Mwoyo Wako, 10/15

ChiKristu Chechokwadi Chinokunda! 4/1

Fara Kuti Unoziva Jehovha, 7/1

Fara naMwari Anofara, 5/1

Fara Nevamwe Mukupa! 7/1

Funga Nezvemabasa Anoshamisa aMwari, 4/15

Funga Zvomudzimu Urarame! 3/15

Itai Kuti Mwoyo Yenyu Itye Jehovha, 12/1

Ita Kuti Kufambira Mberi Kwako Kuonekwe, 8/1

Itya Jehovha Uchengete Mirayiro Yake, 12/1

Ivai Vashandi Vanokohwa Vachifara! 7/15

Iva Nokutenda Sokwaiva naAbrahamu! 8/15

Iva Nomwoyo Unofadza Jehovha, 10/15

Jehovha Anotiratidza Maverengero Atingaita Mazuva Edu, 11/15

Jehovha ndiMwari Ane Mwoyo Murefu, 11/1

Jehovha Utiziro Hwedu, 11/15

“Kana Mwari Ari Kwatiri, Ndiani Achatirwisa?” 6/1

Kufambira Mberi Takananga Kurukundo Rwokupedzisira! 6/1

Kukunda Kuneta Kwokuberekwa Nakwo, 3/15

Kuropafadza kwaJehovha Kunotipfumisa, 9/15

Kuvaka Mhuri Yakasimba Mumudzimu, 5/15

“Mudzidze Kwandiri,” 12/15

Mufaro Kune Vaya Vanofamba Muchiedza, 3/1

Mungabatsira Sei Mwana “Anopanduka?” 10/1

Musarega Kuita Zvakanaka Kwazvo, 8/15

Musava Vanzwi Vanokanganwa, 6/15

Ndiani Achatiparadzanisa Norudo rwaMwari? 10/15

Nhungamiro yaMwari Pakusarudza Wokuroorana Naye, 5/15

Ona Muiti Wezvinhu Zvinoshamisa! 4/15

‘Pfekai Mwoyo Murefu’ 11/1

Rambai Muchiita Basa Rokukohwa! 7/15

Ramba Uchifambirana Nesangano raJehovha, 1/15

Ramba Uchifara Mubasa raJehovha, 5/1

Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki! 6/15

Rudo Rwako Rwakakura Sei? 1/1

Rugare rwaKristu Rungadzora Sei Mumwoyo Medu? 9/1

Rumbidza Jehovha Nokuda Kwemabasa Ake Makuru! 5/15

Ruponeso Kune Vaya Vanosarudza Chiedza, 3/1

“Shoko raJehovha Rakaramba Richikura,” 4/1

Tevedzerai Jehovha Pakurovedza Vana Venyu, 10/1

Tsvakai Jehovha Zuva Rokutsamwa Kwake Risati Rasvika, 2/15

“Tsvaka Rugare Urutevere,” 9/1

Uchawana Kuropafadza kwaJehovha Here? 9/15

Unogona “Kusiyanisa Zvakanaka Nezvakaipa Here”? 8/1

Uri Kurarama Maererano Nokuzvitsaurira Kwako Here? 2/1

Vakwa Norudo, 1/1

Vanhu vaJehovha Vakadzorerwa Vanomurumbidza Mupasi Rose, 2/15

Vatariri Nevashumiri Vanoshumira Vanogadzwa naMwari, 1/15

Wakaita Kuti Chokwadi Chive Chako Here? 2/1

Zororo Pakunetseka—Mushonga Unoshanda, 12/15

Zuva raJehovha Rokutonga Rava Pedyo! 2/15

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Chengeta Hana Yako, 11/1

‘Chikomborero chaJehovha Chinopfumisa,’ 11/1

Dzivisa Kuerekana Warwara Nomwoyo Wokufananidzira, 12/1

Famba ‘Munzira Yakarurama’ (Zvi 10), 9/15

Kubata Nounyengeri, 11/15

Kubatsira Chirikadzi, 5/1

Kubudirira Pasinei Nokurerwa Kwawakaitwa, 4/15

Kudziridza Kunaka, 1/15

Kuita Zvisarudzo Zvakanaka, 9/1

Kurarama Kwaungaita Uchinzwa Kuora Mwoyo, 4/15

Kureurura, 6/1

Kurira Zvipingamupinyi Zvinokutadzisa Kufambira Mberi, 8/1

Kusava Nechokwadi, 7/1

Kuteerera—Chidzidzo Chinokosha Kuvana, 4/1

‘Kutenga Nguva Yakafanira,’ 5/1

Kuvimbika, 10/1

“Mhanyai Saizvozvo,” 1/1

“Munhu Awana Uchenjeri Une Mufaro” (Zvi 8), 3/15

‘Nouchenjeri Mazuva Edu Achava Mazhinji’ (Zvi 9), 5/15

Simbisa Chivimbo Chako Muna Jehovha, 6/1

Tarisira Nherera Nechirikadzi Pakutambudzika Kwadzo 6/15

Unofunga Kuti Vamwe Havakunzwisisi Here? 4/1

Unogona Kurarama Nokuora Mwoyo! 2/1

Unoshivirira Zvechokwadi Here? 7/15

Vabereki Itirai Vana Venyu Zvavanoda! 12/15

Zvawajaira Kuita, 8/1

Zvikomborero Ndezvevakarurama’ (Zvi 10), 7/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

“Basa Rakanaka Kwazvo” (Photo-Drama), 1/15

Chiremba Wemaziso Anodyara Mbeu (Ukraine, Israel), 2/1

Chitupa Chokuita Zvakaisvonaka (Congo [Kinshasa]), 8/15

Dare Rinodzora uye Sangano Repamutemo, 1/15

France, 8/15, 9/1

Ibasa Rakanakisisa Kwauri Here? (basa repaBheteri), 3/15

Kenya, 2/15

Kokorodzano dze“Vadzidzisi veShoko raMwari,” 2/15

Kokorodzano dze“Vaiti veShoko raMwari,” 1/15

Kokorodzano—Ukama Hunofadza, 9/15

Kubatsira Vechiduku, 7/15

Kukunda Kutambudza kweNazi, 3/15

Kukunda Mudare Rinoongorora Kutevedzerwa Kwebumbiro Romutemo (Germany), 8/15

Kupedza Zvidzidzo kuGiriyedhi, 6/15, 12/15

Musangano Wegore Negore wa2000, 1/15

Mvura Inopa Upenyu muAndes, 10/15

Taimbova Mhumhi—Iye Zvino Tava Makwai! 9/1

Takanga Tisiri Toga Pakaedzwa Kutenda Kwedu (ropa), 4/15

‘Tendai Zvapupu zvaJehovha Nokuda Kwokusununguka Kwezvitendero,’ 5/15

Tinoita Nepatinogona Napo! (mamishinari), 10/15

“Tozoonana muUmambo hwaMwari” (F. Drozg), 11/15

Vanobatsirana (vapoteri vehondo), 4/15

“Zuva Rokunzwawo Zvitendero Zvevamwe” (chikoro chokuPoland), 11/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe