Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya1999
Kuratidza musi wemagazini munowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Chinhu Chitsva Kuvanoda Shoko raMwari (Shanduro Yenyika Itsva), 10/15
Jerome—Nhangaruvanze Mukushandura, 1/1
Kududzira—Nesimba Raani? 8/1
Mashoko Ouchenjeri Anhasi, 4/1
Rinotibatsira Here Nhasi? 11/15
Vimba Nouprofita hweBhaibheri, 7/15
DZAKASIYANA-SIYANA
Apocalypse—Inofanira Kutyiwa Here Kana Kuti Kutarisirwa? 12/1
Chinonyatsobetsera Mhuri, 1/1
Chiuru Chemakore Chinokosha, 11/1
Dhiyabhorosi Anotirwarisa Here? 9/1
Firipo—Muevhangeri Aishingaira, 7/15
Gomo reAthos—I“Gomo Dzvene” Here? 12/1
Krisimasi kuMabvazuva, 12/15
Kuenzana, 8/1
Kunamata Bhaari, 4/1
Kuparadza Zvinhu, 6/15
Kurwira Nzvimbo “Tsvene,” 2/15
Kutsvaka Upenyu Hurefu, 10/15
Kuvakira Panheyo Dzechihedheni, 3/15
Mubayiro Wokudada, 2/1
“Mukadzi Aiva Nechiremera Akanga Ane Bvudzi Rakasvibira Wemugwenga reSiriya” (Zenobia), 1/15
Munhu Wose Achasununguka, 5/1
“Munyu Wadurungunda,” 8/15
Mutemo Waiita Zvokutaurwa (chiJudha), 1/15
Nei Nguva Iri Shoma Kwazvo? 10/1
Nguva Nokusaguma, 6/1
Pane Munhu ane Hanya Chaizvoizvo Here? 9/15
“Panjodzi Mugungwa,” 3/15
Pedza Nguva Yakawanda Nemhuri Yako, 5/15
Rashi—Mutsinhiri weBhaibheri Aiva Nesimba, 3/15
Rusaruraganda Nechitendero, 8/1
Ruzivo rwechiGiriki Rwakanatsa chiKristu Here? 8/15
Sauro (Pauro), 5/15, 6/15
Sirasi—Munhu Aikurudzira, 2/15
Timoti—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda,” 9/15
Tingararama Kwenguva Yakareba Zvakadini? 4/15
Unoda Upenyu, 8/15
2000—Igore Rakasiyana Nemamwe Here? 11/1
Vabati Pamwe Chete naPauro, 6/1
VaCollegiant, 4/15
Zvirahwe zvaMwari, 10/1
JEHOVHA
Anoshandisa Nzira “Dzakakombama” Here? 5/1
Haanonoki, 6/1
“Jehovha Ndiye Unopa Uchenjeri,” 11/15
Ndi“Jehovha” Kana Kuti ndi“Yahweh” Here? 2/1
Zita Rakadzorerwa, 3/1
Zita Rinotaurwa muIsrael, 7/1
JESU KRISTU
Machinjire Angaita Jesu Upenyu Hwako, 7/1
Munhu Mukurusa Anoita Basa Rinoda Kuzvininipisa, 3/1
Zuva Rokupedzisira Ari Munhu, 3/15
MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI
‘Kutarisira’ (2 VaT 3:14), 7/15
Kuvharwa kubereka senzira yokudzora kubereka, 6/15
Kuvhota, 11/1
Mabasa ane chokuita nenzvimbo dzezvitendero, 4/15
Vimbiso, 8/15
MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO
2/1, 4/1, 6/1, 8/1, 12/1
NHAU DZOUPENYU
Akabetsera Kuparadzira Chiedza (L. Barry), 10/1
Jehovha ave ari Dombo Rangu (E. Lionoudakis), 9/1
Jehovha ndiMwari Wemutsa Une Rudo (J. Andronikos), 11/1
Kubva Muurombo Hwakanyanya Kwazvo Kuenda Kuupfumi (M. Almeida), 7/1
Kubvuma Kutungamirirwa naJehovha Nomufaro (U. Glass), 8/1
Kuchengeta Vimbiso Yangu Yokushumira Mwari (F. Gudlikies), 6/1
Kufara Pasinei Zvapo Nemiedzo (G. Scipio), 2/1
Kupa Jehovha Zvakamufanira (T. Vasiliou), 10/1
Kutsvaka Paradhiso (P. Stisi), 4/1
Makore Anopfuura 40 Tichirambidzwa Kunamata (M. V. Savitskii), 3/1
“Mubati Usingafaniri Hake Kunyadziswa” (A. Soppa), 1/1
Vabereki Vakatidzidzisa Kuda Mwari (E. Tracy), 12/1
NYAYA HURU DZEFUNDO
“Anorava Ngaashandise Nzwisiso,” 5/1
Chikomborero chaJehovha pa“Nyika” Yedu, 3/1
Dzidzisa Nokunzwisisa Nokunyengetedza, 3/15
Garai Muchidzidza Shoko raMwari Semhuri, 7/1
Itai Kuti Upenyu Hwenyu Hubudirire! 9/1
Ivai Varavi Vanofara Vebhuku raZvakazarurwa, 12/1
Ivai Vaya Vane Kutenda, 12/15
“Izvozvi Zvose Zvinofanira Kumboitwa,” 5/1
Jehovha Anoda Zvakanyanyowanda Kwatiri Here? 9/15
Jehovha Anodei Kwatiri Nhasi? 9/15
Jehovha Anogadzirira Nzira, 8/15
Kanganwira Nomwoyo Wako Wose, 10/15
Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha, 7/15
Kudza Vamwe, 8/1
Kuonga “Zvipo Zviri Varume,” 6/1
Kurarama Nokutenda Zvakavimbiswa naMwari, 8/15
Kutsigirwa Netariro, Kukurudzirwa Norudo, 7/15
“Mashoko Anofadza” ari muApocalypse, 12/1
Mhuri, Rumbidzai Mwari Senhengo Dzeungano, 7/1
Minyengetero Yako Yakagadzirirwa “Sezvinonhuwira” Here? 1/15
Musiki Anogona Kuwedzera Zvinoreva Upenyu Hwako, 6/15
Musiki Wako—Dzidza Zvaari, 6/15
Muumbi Mukuru Nebasa Rake, 2/1
Ngatisambodzokera Shure Kunoparadzwa! 12/15
“Nguva Yorugare” Yava Pedyo! 10/1
Ngwaririra uye Shingaira! 5/1
Nzira Bedzi Inoenda Kuupenyu Husingaperi, 4/15
Nzira Yorudo Haimbokundikani, 2/15
Pfuma Yedu Iri Mumidziyo Yevhu, 2/1
Pwere—Dzivisai Mudzimu Wenyika, 9/1
Pwere—Rovedzai Masimba Enyu Okunzwisisa! 9/1
Ramba Uchichenjerera Kudzidzisa Kwako, 3/15
Ramba Uchifamba Munzira yaJehovha, 5/15
Rangarira Musiki Wako Mukuru! 11/15
‘Rangarira Nomwoyo Wako’ Temberi yaMwari! 3/1
Rudzikinuro rwaKristu—Nzira yaMwari Yokuponesa, 2/15
“Simbisai Mwoyo Yenyu,” 1/1
Simudzai Maoko Akavimbika Muchinyengetera, 1/15
“Temberi” ne“Muchinda” Nhasi, 3/1
Tinofara Kuti Jehovha Anotiratidza Nzira Yake, 5/15
Une Kutenda Kwakafanana nokwaAbrahama Here? 1/1
Ungawana Hama Yako, 10/15
Unoda Shoko raMwari Zvakadini? 11/1
Unogona Kutsungirira Kusvikira Kumugumo, 10/1
Upenyu Husingaperi Hunobvira Chaizvoizvo Here? 4/15
Upenyu Pashure Porufu—Bhaibheri Rinotii? 4/1
Upenyu Pashure Porufu—Vanhu Vanodavirei? 4/1
Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here? 11/15
Vabereki, Muenzaniso Wenyu Unodzidzisei? 7/1
“Zvinhu Zvose Zvine Nguva Yakatarwa,” 10/1
Zvinobatsira Zvinobva Pakuda Shoko raMwari, 11/1
“Zvipo Zviri Varume” Kuti Zvitarisire Makwai aJehovha, 6/1
“Zvisungei Nepfungwa Dzinozvidukupisa,” 8/1
UPENYU NEUNHU ZVECHIKRISTU
Kubetserwa ne“Zviyo Zvokudenga,” 8/15
Kuda Kuenzana Nevezera Rako, 8/1
Kudzidza Nzira Isingakundikani Yorudo, 10/15
Kukurukurirana—Chinhu Chinokosha Kuti Mhuri ive Yakanaka, 7/15
Kuora Mwoyo, 11/15
Kupa Zvibayiro Zvinogamuchirwa, 2/1
Kuroorana Kunobudirira, 2/15
Kusimbiswa Kuti Urambe, 10/1
Kuzvininipisa, 2/1
Mano ako Ngaarege Kukukanganisa, 12/1
Mhuri Dzine Vabereki Vokurera Dzinogona Kubudirira, 3/1
Mhuri Huru Dzakabatana Mubasa raMwari, 2/15
Musakurirwa Nokufunganya, 3/15
Ndiani Anoumba Mafungiro Ako? 4/1
Nei Uchifanira Kuita Zvaunovimbisa? 9/15
Ratidza Kuti Unoonga, 4/15
Rava Nevana Vako, 5/1
“Rumbidza Jehovha, Mweya Wangu,” 5/15
Ungano yechiKristu—Yamuro Inosimbisa, 5/15
Unofanira Kutarira Mativi Ose Here? 6/15
Usarega Kutsamwa Kuchikugumbusa, 8/15
Vamwe Vanobvuma Zano Rako Here? 1/15
Wana Uchenjeri, Bvuma Chirango, 9/15
Ziva Ndokukurira Kuneta Mumudzimu, 4/15
VAKAITA KUDA KWAJEHOVHA
Chiito Chokukanganwira (Josefa), 1/1
Kushanya Kwakava Nemubayiro Mukuru (Mambokadzi weShebha), 7/1
Maria Anosarudza “Mugove Wakanaka,” 9/1
Munhu Mukurusa Anoita Basa Rinoda Kuzvininipisa (Jesu), 3/1
Mupiro Wokuzvidira Wokutsigira Kunamata Kwakachena, 11/1
Pauro Anokunda Matambudziko, 5/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Apo Rupo Runowanda (mipiro), 11/1
Kokorodzano dze“Nzira yaMwari Youpenyu,” 1/15
Kokorodzano dze“Shoko raMwari Rouprofita,” 2/15
Kudanana Ne‘vatinotenda Navo’ (ngwavaira dzokuChile), 6/15
Kupedza Kudzidza paGilead, 6/1, 12/15
Kushanya Kunokosha Kunoita Kuti Chitsuva Chifare (Cuba), 5/15
“Kushanyira Kwangu Horo yoUmambo,” 11/15
Kushumira Kune Imwe Nyika? 10/15
Kutsaurirwa kweWatchtower Educational Center, 11/15
“Machinja Maonero Andinoita,” 9/15
‘Moto Wokuda Kuziva’ (bhuku raCreator), 6/15
“Murume Anofara Wemudzimai Akanaka,” 9/1
Namibia, 7/15
Nyika Inobereka Zvibereko yevaVenda, 5/1
Rugare Munyika Yatambura (Northern Ireland), 12/15
St. Helena, 2/1
Vatungamiriri Vanorumbidza, 4/1