RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w98 12/15 p. 31
  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya1998

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya1998
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Misoro Midiki
  • BHAIBHERI
  • DZAKASIYANA-SIYANA
  • JEHOVHA
  • JESU KRISTU
  • MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI
  • MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO
  • NHAU DZOUPENYU
  • NYAYA DZINOKOSHA DZEFUNDO
  • UPENYU HWECHIKRISTU NEUNHU
  • VAKAITA KUDA KWAJEHOVHA
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
w98 12/15 p. 31

Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya1998

Kuratidza musi nechinyorwa munowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Bhaibheri Idzva muchiGiriki Chanhasi, 9/1

“Bhaibheri Rechigunwe Chimwe,” 3/15

Nyanzvi Inochinjazve Musi Wokunyorwa Kwechinyorwa cheBhaibheri, 12/15

Shanduro Yakachinja Nyika (Septuagint), 9/15

“Testamende Itsva Yakanakisisa yeInterlinear,” 2/1

Unogona Kudavira Bhaibheri Here? 10/15

DZAKASIYANA-SIYANA

Bharnabhasi—“Mwanakomana Wokunyaradza,” 4/15

Bheteri—Guta Rezvakanaka Nezvakaipa, 9/1

“Chokwadi Chichakusunungurai,” 10/1

Chokwadi Chinosunungura Upenyu, 1/1

Constantine Mukuru, 3/15

Dhariusi, 11/15

Firemoni naOnesimo, 1/15

Havana Kuzviitira Zita Rakakurumbira, 3/15

Juniki naRoisi, 5/15

Kirisimasi Haisisina Basa naKristu Here? 12/15

Kubetsera Kunogona Kuita Ngirozi, 11/15

Kukwezva—Rumbidzo Kumunhu Kana Kuti Mbiri Kuna Mwari Here? 2/15

Kunamata Mwari Nechokwadi, 10/1

Kusaruramisira Hakudzivisiki Here? 8/1

Kusavimbana, 8/15

Machechi Ari Kukumbira Kukanganwirwa, 3/1

Maria Akafa Nezvikonzero Zvomusikirwo Here? 8/1

Mhuri Iri Kutyisidzirwa, 4/1

Mirira Nokushivirira, 6/1

‘Muite Vanhu Vamarudzi Ose Vadzidzi,’ 1/1

Musika—Musimboti weAtene Yakare, 7/15

Mutongi Anodada (Bershazari), 9/15

Ndiani Ari Kuparira Zvose? 5/1

Nei Vari Kusiya Rudzidziso? 7/1

Nguva Yedu Yemberi Yakanyorwa Pachine Nguva Here? 4/15

Ngwarira Vaseki! 6/1

Panouya Matsotsi Ane Zvombo, 12/15

Pasi—Nei Riripo? 6/15

Pasi Richaguma Nokuparadzwa Here? 6/15

Pfuma Inogona Kukuita Kuti Ufare Here? 5/15

Ruramisiro Nokuda Kwavose, 8/1

Ruramisiro Yechokwadi—Rini uye Sei? 6/15

Talmud, 5/15

Ticharamba Tichida Mauto Here? 4/15

Tikiko, 7/15

Tito, 11/15

Unogona Kusiyanisa Zvakanaka Nezvakaipa Here? 9/1

Unogona Kuvimba Nehana Yako Here? 9/1

Uri Kuziva Nguva Dzatiri Here? 9/15

Uri Munhu Ane Tariro Kana Kuti Asina Tariro Here? 2/1

Vafundisi Vose Vanodavira Zvavanodzidzisa Here? 10/15

VaHuguenot, 8/15

VanaMakabhii, 11/15

Vanhu “Vane Kunzwa Kwakafanana Nokwedu,” 3/1

JEHOVHA

Jehovha Ndiani? 5/1

Munhu Chaiyeiye Kwauri Here? 9/15

JESU KRISTU

Kuzvarwa, 12/15

Mazuva Okupedzisira Pasi Pano, 3/15

Mutongi wa“Pamazuva Akare-kare,” 6/15

Panovakirwa Kutenda Kwechokwadi, 12/1

MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI

Kupemberera misi yokuchata, mazuva okuzvarwa, 10/15

Kusakwanisa kwevaapostora kurapa mukomana airwara (Mt 17:20; Mk 9:29), 8/1

Ruka 13:24, 6/15

MUSHUMO WEVAZIVISI VOUMAMBO

2/1, 3/1, 4/1, 6/1, 7/1, 8/1, 10/1, 11/1

NHAU DZOUPENYU

Hapana Chinhu Chiri Nani Kupfuura Chokwadi (G. N. Van der Bijl), 1/1

Kuchinja Mugove Pamakore 80 (G. Matthews), 5/1

Kuonga Nhaka yechiKristu (G. Gooch), 3/1

Kurega Kunamata Mambo Ndokutanga Kunamata Kwechokwadi (I. Sugiura), 12/1

Ndakadzidza Kuvimba naJehovha (J. Korpa-Ondo), 9/1

Ndakawana Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Ndarama (C. Mylton), 10/1

Ndakatsigirwa Mumiedzo Inotyisa (É. Josefsson), 6/1

Ndinoitira Hanya Zvikuru Kufadza Jehovha (T. Neros), 11/1

‘Takaita Zvataifanira Kuita’ (G. Couch), 8/1

“Unyoro Hwenyu Hunopfuura Upenyu” (C. H. Holmes), 2/1

Upenyu Hwangu Seane Maperembudzi (I. Adagbona), 4/1

NYAYA DZINOKOSHA DZEFUNDO

Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here? 11/1

Bhuku Revanhu Vose, 4/1

Bhuku Rinobva Kuna Mwari, 4/1

Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa! 12/15

Jehovha Anopa Mbiri Kuvanakomana Vakawanda, 2/15

Jehovha Anozadzika Zvipikirwa Zvake Kune Vakatendeka, 4/15

“Jehovha, Mwari Uzere Nyasha Nengoni,” 10/1

Jehovha ndiMwari Wesungano, 2/1

Jerusarema—“Guta raMambo Mukuru,” 10/15

Jerusarema—Ndiro ‘Mufaro Wako Mukuru Unopfuura Zvose Here’? 10/15

Kudavira Kwako Rumuko Kwakasimba Sei? 7/1

Kudzivirira Kutenda Kwedu, 12/1

Kufamba naMwari—Nhano Dzokutanga, 11/15

Kufamba naMwari—Tichifunga Nezvekusaguma, 11/15

Kumirira “Nemwoyo Wose,” 9/15

Kuonga Kuungana kwechiKristu, 3/1

Kurarama Maererano Nokuzvitsaurira kwechiKristu Murusununguko, 3/15

Kusimbisa Kuvimba Kwedu Nokururama kwaMwari, 8/15

Kutenda kwechiKristu Kuchaedzwa, 5/15

Kutenda Nenguva Yako Yemberi, 4/15

Kuvengerwa Kutenda Kwavo, 12/1

Mamwe Makwai Nesungano Itsva, 2/1

“Murwire Kwazvo Kutenda”! 6/1

“Mwoyo Wako Wakarurama Here?” 1/1

Ndianiko “Ucharwirwa”? 5/1

Nguva Nemwaka Zviri Musimba raJehovha, 9/15

Ngwarira Kusava Nokutenda, 7/15

Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu! 11/1

Ramba Uchifamba naMwari, 1/15

‘Ramba Uchifamba Uri Pamwe naKristu,’ 6/1

Ramba Uri Pedyo Noubati Ushe hwaMwari, 9/1

Ramba Wakachengeteka Somutezo Wesangano raMwari, 9/1

Rimwe Jerusarema Rinowirirana Nezita Raro, 10/15

“Rufu Rwuchaparadzwa,” 7/1

Ruponeso Runobva Kuna Jehovha, 12/15

Ruramisiro Yechokwadi Nokururama—Zvinobva Kuna Jehovha, 8/1

Rusununguko Rune Mbiri Nokukurumidza Nokuda Kwavana vaMwari, 2/15

Rutongeso Rwakaitwa Mumupata Wokutonga, 5/1

Sangano raJehovha Rinotsigira Ushumiri Hwako, 6/15

Tevedzera Jehovha—Shandisa Ruramisiro Nokururama, 8/1

Tevedzera Ngoni dzaJehovha, 10/1

“Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona,” 1/15

Tinofanira Kuvimba naJehovha, 8/15

Tsauriro Norusununguko Rwokusarudza, 3/15

Unoonga Sangano raJehovha Here? 6/15

Usarega Munhangemutange Youpenyu! 1/1

“Vakafa Vachamutswa,” 7/1

Vara Rokutenda Kwako—Rinoedzwa Zvino, 5/15

Wakapinda Muzororo raMwari Here? 7/15

Zuva raJehovha Rava Pedyo, 5/1

Zviitiko Zvinokosha Zvemitambo Yenhau yaIsraeri, 3/1

Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva, 2/1

UPENYU HWECHIKRISTU NEUNHU

Dzivirira Vana Vako, 7/15

Ita Zvakanakisisa Noupenyu Hwako, 8/15

Kudzidza Mumhosho Dzakapfuura, 7/1

Kufanorongera Vadiwa Vedu, 1/15

Kuisa Zvinhu Zvokutanga Pakutanga! 9/1

Kukoshesa Ropafadzo Dzebasa Rinoyera, 8/1

Kuonga, 2/15

Kurumbidza Kana Kuti Kubata Kumeso? 2/1

Kutakura Mutoro Wokutarisira Mhuri, 6/1

Mari Yeroora, 9/15

“Mwoyo Unoteerera,” 7/15

Ndinofanira Kukumbira Hama Yangu Chikwerete Here? 11/15

Ngwarira Usimoni! 11/15

Pedza Zvinetso Norugare, 11/1

Ramba Uchifambira Mberi Mumudzimu! 10/1

Remekedza Chiremera Chavo, 4/1

Tsika Dzamariro, 7/15

Tsika Dzomunharaunda Nemitemo yechiKristu, 10/1

Unogona Kufambira Mberi Mumudzimu, 5/15

Unoonga Zvikomborero zvaJehovha Here? 1/1

Unyanzvi Hwokunyengetedza, 5/15

Vabereki—Dzivirirai Vana Venyu! 2/15

VAKAITA KUDA KWAJEHOVHA

Eria Anokudza Mwari Wechokwadi, 1/1

Jesu Akapedza Nguva Ane Vana, 11/1

Jesu Anotuma Vadzidzi 70, 3/1

Kuperera kwaJobho Kunopiwa Mubayiro, 5/1

MuSamaria Muvakidzani Akanaka, 7/1

Pauro Anopupurira Noushingi, 9/1

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Basa “Rinoparira Kuremekedzwa Chaizvoizvo” (Italy), 8/15

“Batisisai Zvamunazvo” (Greece), 9/1

Bhaibheri Idzva muchiGiriki Chanhasi, 9/1

Bhurocha raBhuku Revanhu Vose, 4/1

Chakaitika Chisingakanganwiki muFrance, 7/1

Chisarudzo Chokuzvisarudzira (Japan), 12/15

Kokorodzano dze“Kutenda Shoko raMwari,” 1/15

Kokorodzano dze“Nzira yaMwari Youpenyu,” 2/15, 6/1

Kubva Mudzimba Refu Dzomumaguta Kusvika Kumapani Emurenje (Canada), 4/15

Kudzivirira Mashoko Akanaka Zviri Pamutemo, 12/1

Kupedza Kufunda paGilead, 6/1, 12/1

Kushanda kwechiKristu—Pakati Penyongano, 1/15

Kusvika Vakatowanda Zvikuru Namashoko Akanaka, 2/15

Muchato Chaiwo (Mozambique), 6/15

“Muenzaniso Wokubatana Noukama,” 7/15

“Mwari Unoda Munhu Unopa Nomufaro” (mipiro), 11/1

Mwoyo Yakaoma Inogamuchira (Poland),10/15

Pedyo Negomo Rinoputika (Mexico), 8/15

Vanachiremba, Vatongi, uye Zvapupu zvaJehovha, 3/1

Varanda Vevanhu Kana Kuti Vabatiri vaMwari Here? 3/15

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe