Ungagamuchira Shanyo Here?
Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufarwa unobva muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye madonzo ake anoshamisa nokuda kwerudzi rwomunhu. Kana ungada kuti mumwe munhu ashanye pamusha wako kuti akuitise fundo yeBhaibheri yepachena, tapota nyorera Watch Tower, Private Bag A-6113, Avondale, Zimbabwe, kana kuti kukero yakafanira iri papeji 2.