Indekisi Yemisoro yeNharireyomurindi ya 1994
Inoratidzira musi wechinyorwa umo nyaya inowanika
BHAIBHERI
Bhaibheri rechiGoth, 5/15
Bhuku Rinofanira Kuraviwa, 5/15
‘Peji Imwe Ingaboora Rima Senyeredzi,’ 5/15
Rakanzi Rinzwisiswe, 10/1
Ukoshi Chaihwoihwo, 10/1
Unokoshesa Bhaibheri Here? 5/15
JEHOVHA
Kudzidza kuMurayiridzi Wedu Mukuru, 9/15
Manyoro Ane Revo Chaiyo, 8/15
JESU
Jesu Aitenda Mwari Here?, 10/15
“NdiShe”—Sei uye Rini? 6/1
Unofanira kunyengetera Kuna Jesu Here? 12/15
NHAU DZOUPENYU
Kubatira Nesangano Rinofambira Mberi Zvikurusa (R. Hatzfeld), 8/1
Kufara Muuhama Hwechokwadi Hwomunyika Yose (W. Davis), 9/1
Mararamire Ane Chinangwa (M. Wieland), 12/1
Ndakatsigirwa naMwari Asingagoni Kureva Nhema (M. Willis), 5/1
Ndakawana Pfuma Youkoshi Hwakaisvonaka (F. Widdowson), 1/1
Nyika Isingabereki Inova Yakaorera (A. Melin), 10/1
“Ruoko rwaJehovha” Muupenyu Hwangu (L. Thompson), 3/1
Takatanga Kutsvaka Umambo (O. Springate), 2/1
Upenyu Hwakapfuma, Hunotusa Mubasa raJehovha (L. Kallio), 4/1
Vakatigadzira Muenzaniso (C. Zanker), 6/1
NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA
Abrahama—Akavigwa Pano, bva Mupenyu Here? 6/15
Akadiwa Zvikuru naJehovha (Maria), 11/15
Akanga Asina Kunyanyokura Zvokusagona Kubatira Jehovha (Ana), 5/15
Akawana Chishuvo Chomwoyo Wake (Simeoni), 3/15
“Anoziva Inzwi Rake,” 7/15
Chechi Yakakamurwa—Inogona Kupukunyuka Here? 7/1
Chii Chakaitika Kuchiremera? 7/1
Chirairo chaShe—Chinofanira Kuchengetwa Kazhinji Sei? 3/15
‘Dyisa Muromo, Kwete Tsoka’ (tsika dzokuviga dzeAfrica), 3/15
Dzidziso Yokukwira Kudenga kwaMaria Nomuviri Wenyama, 2/15
Guva raPetro—Riri muVatican Here? 10/15
Hondo Dzichazomboguma Here? 1/15
Karenda yechiJudha, 7/15
Krisimisi—ndeyechiKristu Zvirokwazvo Here? 12/15
Kuchengeta Mazuva Okuberekwa, 7/15
Kusadavira Kuvapo kwaMwari, 12/1
Kusvinudzira Meso Kumashoko Akanaka, 8/15
Kutambura Kwavanhu—Chikonzero Nei Mwari Achikubvumidza, 11/1
Kutsvaka Rudzidziso Rwakarurama, 6/1
Masekete—Chii? 2/15
Mhindumupindu Inotongwa, 9/1
Midzimu Yakaipa, 2/1
Muedzo Woutano, 12/15
Munhu Anogona Sei Kuva Mumufananidzo waMwari? 4/1
Musangano waMarudzidziso Enyika, 2/1
Ngwavaira yomuRwanda, 12/15
Nhungamiro Yakavimbika, 4/15
Nyika Iri Nani—Chiroto Chete Here? 4/1
‘Ramba Ngano,’ 4/1
Rudzidziso Ruri Kuita Zvinodikanwa Zvako Here? 5/1
Rutyo Runobata Nyika, 7/15
Sayenzi, Rudzidziso, uye Kutsvaka Zvokwadi, 9/1
Tariro Nokuda Kwamapofu, 8/15
Tyisidziro Yenyukireya, 8/1
Ushoma, 9/15
Vadiwa Vakafa—Uchavaonazve Here? 6/15
Vakafa Vanokuvadza Vapenyu Here? 10/15
Vakafa Vanotiona Here? 11/15
Vakafa Vari Kupi? 11/15
Vakatuswa nokuda Kwokufamba Vasina Chavanopomerwa (Zakaria, Erisabheti), 7/15
William Whiston—Mupanduki kana kuti Nyanzvi Yakatendeseka Here? 3/15
Zvinyorwa Zvinofadza zvaJosephus, 3/15
NYAYA HURU DZEFUNDO
Aya Mashoko Akanaka Anofanira Kutanga Kuparidzwa, 8/15
Chibereko—Chakanaka Nechakaipa, 3/1
“Chii Chichava Chiratidzo Chokuvapo Kwenyu?” 2/15
Chikonzero Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiramba Zvichirinda, 5/1
Dzidziso Inobetsera Yenguva Dzedu Dzinotambudza, 4/15
Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni, 4/1
Famba Sezvinorairidzwa naMwari, 4/15
Farai muna Jehovha! 9/1
Farikanya Betsero Dzokudzidzisa Kwoumwari, 2/1
Gakava raJehovha Namarudzi, 3/1
Imbirai Jehovha Rumbidzo, 5/1
Itai Kuti Roorano Yenyu Ive Mubatanidzwa Usingagumi, 7/15
Ita Dzidziso Yakanaka Mararamire Ako, 6/15
‘Ita Shamwari Nepfuma Isakarurama,’ 12/1
Ita Ziviso Yapachena Kuzita raJehovha, 9/15
Iva Anonzwira Tsitsi Nenzira Younyoro, 11/1
Jehovha—Baba Vedu Vanonzwira Tsitsi Nenzira Younyoro, 11/1
Jehovha—Mwari Wedonzo, 3/15
Jehovha Ane Mufungo! 8/1
Jehovha Anogona Kukuita Kuti Uve Ane Simba, 12/15
Jehovha Anotonga—Kupfurikidza Noubati Ushe hwaMwari, 1/15
Jobho Akatsungirira—Isu Tinogonawo! 11/15
Kandira Funganyo Yako Yose Pana Jehovha, 11/15
Kudzidzisa Kwoumwari Kunokurira, 2/1
Kufudza Boka raMwari Norudo, 10/1
Kupupurira Ku“marudzi Ose,” 8/15
Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa, 6/15
Kuzviisa Pasi Pechiremera Kunofadza, 7/1
Murangariro wechiKristu Wechiremera, 7/1
Mutoro Unofamba Nokuziva Rudzidziso Rwakarurama, 6/1
Nharireyomurindi naMukai!—Magazini Akakodzera Nguva Ezvokwadi, 1/1
Nzvimbo Yakafanira Yokunamatwa kwaJehovha Muupenyu Hwedu, 12/1
Pasinei Zvapo Nokuitwa Neguruva, Fambira Mberi! 9/1
Potera muna Jehovha, 1/1
Pwere—Munoteerera Dzidziso Yaani? 5/15
Rangarira Somuenzaniso Vaporofita vaMwari, 9/15
Rutongeso rwaJehovha Pavadzidzisi Venhema, 3/1
Sakurira Kuva Nomufungo, 8/1
Shandirai Zvakaoma Ruponeso Rwemhuri Yenyu, 7/15
“Tiudzei, Izvi Zvinhu Zvichavapo Rini?” 2/15
Tuso yaJobho—Manyuko Etariro, 11/15
Unodzidzisa Sezvaiita Jesu Here? 10/15
Unokanganwira Sezvinoita Jehovha Here? 10/15
Uri Kudyira Patafura Ipi? 7/1
Uri Kudzivisa Mudzimu Wenyika Here? 4/1
Vabatiri vaMwari—Vanhu Vakarongwa uye Vanofara, 10/1
Vabereki, Vana Venyu Vanoda Ngwariro Chaiyo, 5/15
Vafudzi Namakwai Muubati Ushe hwaMwari, 1/15
Vakabatana Muchisungo Chakakwana Chorudo, 12/15
Vazivisi voUmambo Vanoshingaira Mupasi Rose, 5/1
Vimba naJehovha Kuti Azadzike Donzo Rake, 3/15
Wakawana Rudzidziso Rwakarurama Here? 6/1
UPENYU HWECHIKRISTU NAMAVARA
Dzivisa Ngozi Apo Inotyisidzira, 2/15
Fundo Yomunhu oga, 6/15
Ganhuriro Dzinokuodza Mwoyo Here? 9/1
Kubetsera Mwana Wako Kusarudza Jehovha, 10/1
Kuchengeta Tsinhirano Pakati Pavakuru Navabatiri Vanoshumira, 8/15
Kugonana Nokufunga Kumusha, 5/15
Kuongwa—Chinodikanwa Chikuru Chomunhu, 12/1
Kuratidza Rudo rwechiKristu Kuvakweguru, 8/1
Kuvirei Anokanganwira? 9/15
Makwikwi Anokosha Kubudiriro Here? 3/1
Manyuko Oushingi Husingakundikani, 9/15
Mitero, 11/15
Muedzo Woutano, 12/15
Ngwarira Kuganza, 9/1
Onga Basa Rako Rinoyera, 9/1
Raibhurari Youbati Ushe hwaMwari, 11/1
Remekedza Vamwe Pakupa Zano, 2/1
Shiviriro, 5/15
Umbavha Chaizvoizvo Here? 4/15
Unopedza Sei Misiyano? 7/15
Uri Kuita Kuda kwaMwari Here? 3/1
Vakatsunga Kubatira Jehovha! 4/15
VAZIVISI VOUMAMBO VANOSHUMA
1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 8/1, 9/1, 10/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Bahamas, 3/15
Colombia, 7/15
Ethiopia, 8/15
Isekete Here kana kuti Vashumiri vaMwari? 2/15
“Kudzidzisa Kwoumwari” Kokorodzano Dzoruwa, 1/15, 7/1, 8/15
Kupedza Kufunda kweGilead, 6/1, 12/1
Kurangarira Nokuonga “Imba yaMwari” (Bheteri), 6/15
“Kuredza” Mumvura dzeFiji, 6/15
Kutenda Kwoushingi Kwehama Dzedu dzeRwanda, 11/1
Kuyamura Vatendi muBosnia, 11/1
‘Mabasa Avo Anovatevera’ (G. Gangas), 12/1
Mabvazuva Anosangana naMadokero, 1/1
Malawi, 5/15
Mapiona Anopa uye Anogamuchira Zvikomborero, 1/15
“Ndakachengeta Kutenda” (B. Inconditi), 7/1
Neiko Zvapupu Zvichiramba Zvichishanya? 8/15
Ngwavaira yomuRwanda, 12/15
Nigeria, 9/15
Nyika Isina Kupangurwa Zvizere Yokupedzisira yeAlaska, 4/15
Panguva Imwe Cheteyo Kwamakore Gumi! 4/1
Philippine Republic, 1/15
Poland, 11/15
“Rutyo Rwoumwari Kokorodzano” Dzoruwa, 2/15
Thailand, 5/15
Vanhu Vaduku Vano‘vimba naJehovha,’ 1/1
Vapoteri Vanofara Kubatira Mwari (Central African Republic), 10/15
“Zvapupu zvaJehovha Zvandidzivirira!” 5/15