Ungafarira Shanyo Here?
Kunyange munyika ino yatambudzika, unogona kuwana mufarwa muzivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, Umambo hwake, uye donzo rake rinoshamisa nokuda kworudzi rwomunhu. Kana ungafarira mamwe mashoko kana kuti kana ungada kuti mumwe munhu akushanyire kuzokuitisa fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena, tapota nyorera Watch Tower, 35 Fife Avenue, Harare, Zimbabwe, kana kuti kero yakafanira yakarongwa papeji 2.