RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w87 12/15 p. 31
  • Ratidziro Yemisoro ye“Nharireyomurindi” ya 1987

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ratidziro Yemisoro ye“Nharireyomurindi” ya 1987
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
  • Misoro Midiki
  • JEHOVHA
  • MAPFUNDO MAKURU EBHAIBHERI
  • MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI
  • NHAU DZOUPENYU
  • NYAYA DZAKASIANA-SIANA
  • NYAYA HURU DZEFUNDO
  • NZWISISO PANHAU
  • UPENYU HWAJESU NOUSHUMIRI
  • UPENYU HWECHIKRISTU NAMAVARA
  • VAZIVISI VOUMAMBO VANOSHUMA
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
w87 12/15 p. 31

Ratidziro Yemisoro ye“Nharireyomurindi” ya 1987

Inoratidzira musi wechinyorwa munooneka nyaya

JEHOVHA

Chii Chakakuitira Mwari?, 5/15

Musikavanhu Akasiana, 6/15

Mwari—Ko Iye Munhu Chaiyeiye Here?, 4/1

Uchenjeri hwaMwari—Unogona Kuhuona Here?, 4/15

MAPFUNDO MAKURU EBHAIBHERI

Mapisarema 107-150, 3/15

Muparidzi, 9/15

Rwiyo rwaSoromoni, 11/15

Zvirevo, 5/15

MIBVUNZO INOBVA KUVARAVI

“Bhuku youpenyu” yaMwari, 9/1

Chikanganiso chaMosesi, 10/15

Kunzverwa Kwomuviri, 4/1

Kuroorazve mukwanyina murumuko here?, 6/1

Maraki 2:15, 9/15

Neiko vapuroserite vavaFarise vakanga vari vanyajambwa veGehena?, 10/1

Ngamera kana kuti tambo kupinda napavuri redumho here?, 12/1

“Nyika itsva”?, 5/1

Tsauriro Imhiko Here?, 4/15

2 Samueri 18:8, 3/15

2 VaKorinte 12:8, 9, 11/15

“Zvinhu Zvakaziviswa” (Dheut. 29:29), 5/15

Zvirevo 30:4, 7/15

NHAU DZOUPENYU

Chizvarwa Changu—Chechienzi, Chakaropafadzwa (M. Sargent), 8/1

Jehovha Ari Kutichengeta (E. Kattner), 4/1

Kurambira Pedyo Nesangano raJehovha (J. Barr), 7/1

Kuyeuka Makore 93 Okurarama (F. W. Franz), 5/1

‘Mukombe Wangu Wakazara’ (T. Gott), 6/1

Ndakaona Kuti Jehovha Akanaka (L. Johnson), 10/1

NYAYA DZAKASIANA-SIANA

Bhaibheri raWilliam Tyndale, 7/15

Donzo Rouporofita, 5/1

Evhangeri Yenzanga, 1/15

Fungu Rorudzidziso—Kuzvidavirira Kwokupedzisira, 11/1

Ko Muchinjikwa ndowamaKristu Here?, 8/15

Ko Nhau Yorudzidziso Ndeyebetsero Ipi Neipi Here?, 9/15

Ko Rudzidziso Isimba Retsika Dzakanaka Here?, 10/15

Ko Uporofita Hwose Hwunobva Kuna Mwari Here?, 5/1

Kubva Muuranda Hwokukanya Zvitina Kurusununguko!, 11/15

Kufembera, 3/1

Kufuratira Nyevero Nokuedza Mwari?, 12/15

Kurapa Nokutenda—Kunobva Kuna Mwari Here?, 12/1

Kutenda Mashura, 11/1

Kutenda Midzimu—Kunorangarirwa Sei naMwari?, 9/1

Makumbo Ake Aivepi?, 8/15

Mvura dzeReformation Dzinopabura, 10/1

Ngirozi—Ko Dzinotapura Upenyu Hwako Here?, 12/15

Ngozi Dzepfuma Nedzourombo, 9/15

Nzvimbo Yakavandudzwa Yavakadzi, 8/15

Paridzai Sununguko!, 1/1

“Pfuma Yenyika Tsvene”, 5/15

Rudzidziso Rwomuzuva Razvino Runoshanda Sei?, 10/1

Rudzidziso Runogovera Zvinodikanwa Zvedu Here?, 11/15

Unonetseka Pamsoro Pavana Vako Here?, 2/15

“Utatu Hwakakomborerwa” Hwuri muBhaibheri Here?, 6/15

VaAnabaptist, 11/15

NYAYA HURU DZEFUNDO

Asina Kuroora Asi Akakwana Nokuda Kwebasa raMwari, 11/15

Boka Guru Kwazvo reZvapupu!, 1/15

Chengeteko Yenyika Yose Pasi po“Muchinda woRugare”, 4/1

Chengeta Kutya Kwako Jehovha, 12/1

Chirango Chinobereka Chibereko Chine Rugare, 10/1

‘Hakuna Rugare Nokuda Kwavakaipa’, 7/1

Iwe Uchati “Ndiri Pano! Nditumei” Here?, 10/15

Iwe Uri Kuramba Wakachena Here Murutivi Rwuri Rwose?, 11/1

Jubheri rechiKristu Rinoguma neMireniyumu, 1/1

Jubheri raJehovha—Nguva Yokuti Tifare, 1/1

Kristu Anotungamirira Ungano Yake Nokushingaira, 8/1

Kuberekwa Kwomwana Kwakanakisisa Kwapasi Kunotangira Chengeteko Yenyika Yose, 4/1

Kuchengeta Upenyu Munguva Yenzara, 5/1

Kuedza Nokusefa Munguva Dzazvino Uno, 6/15

‘Kufamba Nokuda Kwezvokwadi’, 3/1

Kufema “Mweya” Wenyika Ino Kunouraya!, 9/15

Kuita Unani Hwedu Kuzivisa Mashoko Akanaka, 2/1

Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva, 3/1

Kukudza Mwari Wetariro, 12/15

Kungwarira “Rugare Nechengeteko” Zvinorongwa Namarudzi, 9/1

Kungwarira Fariro Dzavakweguru, 6/1

Kuratidzirwa Kuviri Kukurusa Kworudo Kwati Kwaitwa, 2/15

Kuratidza Kuonga Nokuda Kwokuratidzirwa Kuviri Kukurusa Kworudo, 2/15

Kururamisa Zvinhu Pakati paMwari Newe, 10/15

Kusaroora—Nzira Inotusa Youpenyu, 11/15

Kushandisa Kuzvipira Kwoumwari Kuvabereki Vakwegura, 6/1

Kuteerera Jehovha Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo, 5/15

Kutya Mwari—Kunogona Kukubetsera Here?, 12/1

Kuwana Kwaunogona Kuita Rugare Rwoumwari, 3/15

Kuwana Rugare naMwari Kupfurikidza Netsauriro Norubhapatidzo, 4/15

Mikaeri Muchinda Mukuru Unosimuka, 7/1

Minyengetero Yako Ine Revo Yakadini?, 7/15

Minyengetero Inoda Mabasa, 7/15

“Munofanira Kuva Vatsvene,”, 11/1

‘Ndimire Pashongwe Yokurinda’, 3/1

Nguva Yokuedza Nokusefa, 6/15

Nyika Yakanga Isina Kuvafanira, 1/15

Nzara Inouraya Munguva Yamaguta, 5/1

Pwere—Chii Chamuchaita Noupenyu Hwenyu?, 8/15

Pwere—Munofambira Mberi Mumudzimu Here?, 8/15

Ramba Uchizviisa Pasi Po“mudzimu Unoraramisa”, 9/15

Ratidzira Kuda Kuzivisa Mashoko Akanaka, 2/1

Rugare Rwoumwari Nokuda Kwaavo Vanodzidziswa naJehovha, 3/15

Rugare Pakupedzisira!—Apo Mwari Anotaura, 5/15

Taura Pamsoro Pembiri Youmambo hwaMwari, 10/15

Unogutswa Here Negadziriro Dzomudzimu dzaJehovha?, 10/1

Utungamiriri Hwokushingaira hwaKristu Nhasi, 8/1

Vimba naJehovha, 12/15

Vimba naJehovha—Kwete Ne“rangano”, 9/1

Wedzera Rugare Rwako Kupfurikidza Nezivo Yakarurama, 4/15

Zvikomborero Zvoumwari Nokuda Kwa“vakachenjera”, 7/1

NZWISISO PANHAU

4/15, 8/15, 10/15

UPENYU HWAJESU NOUSHUMIRI

(Nyaya dzinooneka muchinyorwa chiri chose.)

UPENYU HWECHIKRISTU NAMAVARA

Betsero Mukuita Zvisarudzo Zvokuchenjera, 5/15

ChiKristu Chechokwadi Chinobereka Vanyanyisi Here?, 7/15

Doro, 8/1

Iwe Uchanamatira Kuzvokwadi Here?, 3/15

Ko Tsika Dzinotonga Upenyu Hwako Here?, 2/1

Ko Kupa Kwako Chibairo Here?, 12/1

Kubetsera Mwana Kukura Muuchenjeri hwouMwari, 2/15

Kudzora Hasha, 7/1

Kurapa Kwamagamuchidzanwa muAfrica, 4/15

Kutarisira Vakweguru, 6/1

Kutarisira Mhuri—Kunosvika Kure Kwakadini?, 6/15

Kutenda Kunogona Kubvisa Makomo!, 7/15

Mudzimu Uyo Jehovha Anokomborera, 8/1

‘Mwari Achapedza Kurovedzwa Kwako’, 6/15

Nguva Dzose Unowana Pfundo Racho Here?, 4/1

“Nguva Yokutaura”—Rini?, 9/1

Nzira Yaunogona Kuita Nayo Shamwari Dzechokwadi, 9/15

Ukoshi Hwokuimba Mukunamata Kwechokwadi, 12/1

Vakadzi Vari Munzvimbo Yebasa, 3/15

Vanhu Vanofara—Neiko?, 3/15

VAZIVISI VOUMAMBO VANOSHUMA

(Muchinyorwa chiri chose chokutanga chomwedzi.)

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Basa Rinoshamisa Nokuda kweCosta Rica, 9/1

Chikoro Chitsva Chichatanga!, 6/1

Chipo Chechienzi Chavana, 8/1

Danidzo Yezvitsuwa zveMicronesia, 11/15

Jehovha Anovaka Imba (South Africa), 12/15

Kupedza Kufunda kweGilead, 6/1, 12/1

Kupupurira Munyika Yemitauro 700, 9/15

Kuratidzira Ruvimbiko rwechiKristu muNew Caledonia, 8/15

‘Kuredza Vanhu’ muArctic, 7/15

“Kusangana Kwakapfuma Zvikuru”, 4/1

“Kushingairira Mabasa Akaisvonaka” muKenya, 4/15

Kutarira kuBahamas, 3/15

‘Kutenga Nguva’ muItaly, 5/15

Mufaro Pakati Pavanhu vaMwari, 1/1

Mumunda Wavafundisi, 1/15

Musangano Wegore Negore, 8/1, 8/15

Panama Inofara, 6/15

Rusununguko Rworudzidziso Rwunotsigirwa muIndia, 11/1

‘Vacharwa Newe, Asi Havasati Vachizokunda’, 1/1

Wedzero muGibraltar, 10/15

Wedzero Yakaisvonaka “Mberi Kwamakomo” (Haiti), 11/1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe