RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w87 12/15 p. 25
  • Kutsvaka Zvokwadi Kwakatuswa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutsvaka Zvokwadi Kwakatuswa
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
  • Mashoko Akafanana
  • “Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
w87 12/15 p. 25

Kutsvaka Zvokwadi Kwakatuswa

ACHIWANA gutsikano duku somuparidziwo zvake muChechi yePresbyterian, mumwe murume akatanga kutsvaka chechi yechokwadi yaMwari. Iye akanyora zvinodikanwa gumi izvo iye akarangarira kuti chechi yechokwadi inofanira kuva nazvo. Iye aitova nenzwisiso yakarurama yokusava yapamagwaro kwehero yomwoto, kusafa kwomweya, zvichingodaro. Akatsvaka kwamakore 30. Apo akawanwa nomumwe weZvapupu zvaJehovha, akavamba kubvunza mibvunzo yake, yakadai: “Ndiani ari boka duku? Ndivanaani vari 144 000 uye mamwe makwai?” Achiwana mhinduro dzinogutsa, iye akabvuma fundo yeBhaibheri. Pashure pemwedzi mitatu iye akati kuChapupu: “Eya, Hama, chechi yechokwadi yaMwari Zvapupu zvaJehovha.” Iye zvino ava namakore 71 ezera uye anofara kuti akawana chechi yechokwadi pashure pamakore 30 okutsvaka!

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe