Chikamu 1: Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
Kubva Pana Inoki Kusvika Panguva yeVatongi
Mafashamo Asati Aitika
MUNHU |
MAKORE AAKARARAMA |
|---|---|
Adhamu |
4026-3096 B.C.E. |
Inoki |
3404-3039 B.C.E. |
Noa |
2970-2020 B.C.E. |
Mafashamo Aitika
MUNHU |
MAKORE AAKARARAMA |
|---|---|
Abrahamu |
2018-1843 B.C.E. |
Sara |
2008-1881 B.C.E. |
Ribheka |
1900*-1775* B.C.E. |
Jakobho |
1858-1711 B.C.E. |
Josefa |
1767-1657 B.C.E. |
Shifra, Pua, Amramu, Jokebhedhi, Miriyemua |
1645*-1474* B.C.E. |
Mozisi |
1593-1473 B.C.E. |
Karebhi |
1552-1450* B.C.E. |
Joshua |
1560*-1450* B.C.E. |
Rakabhi |
1500*-1400* B.C.E. |
*Hatinyatsoziva kana ari iwo makore acho.
Nguva yeVatongi
MUNHU |
MAKORE AAKARARAMA |
|---|---|
Naomi, Rute, Dhibhora, Bheraki, Jaeri, Gidhiyoni, Samsoni, Jefta nemwanasikana wakeb |
1450*-1120* B.C.E. |
Samueri |
1180*-1080* B.C.E. |
*Hatinyatsoziva kana ari iwo makore acho.
Zviitiko Zvinokosha
2370 B.C.E.
Mafashamo
1943 B.C.E.
Sungano yaAbrahamu inotanga kushanda
1728 B.C.E.
Mhuri yaJakobho inopinda muIjipiti
1600c B.C.E.
Ijipiti inova nesimba kupfura dzimwe nyika dzese
1513 B.C.E.
Kubuda muIjipiti
1473 B.C.E.
VaIsraeri vanopinda muKenani
1117 B.C.E.
Samueri anozodza Sauro kuti ave mambo
a Kureba kwenguva yakararama vanhu ava kuri kuratidzwa mumutsetse mumwe chete.
b Mutsetse uri pasi apo uri kumiririra nguva yakareba makore 330. Mumwe nemumwe wevanhu varipo akararama makore ari pasi pe330, asi hatinyatsoziva pavakaberekwa kana kuti pavakafa.
c Hatinyatsoziva kana ari iwo makore acho.