RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm25 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu yeGungano ra2025
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2025
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2025
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano ra2024
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano ra2025
CO-pgm25 pp. 4-5
Mifananidzo: Zvimwe zvichange zviri mupurogiramu yemusi weMugovera. 1. Johani Mubhabhatidzi akagara pasi pemuti. 2. Jesu akatambanudzira mumwe munhu ruoko achiratidza kufara. 3. Vakadzi vaviri vari kutaurirana vari mushopu inotengeswa kofi.

Mugovera

“Kushingairira imba yenyu kuchandipedza”​—⁠Johani 2:17

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 93 Nemunyengetero

  • 9:40 “Muri kutsvagei?” (Johani 1:38)

  • 9:50 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:

    Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 2

    “Uyu ndiye Mwanakomana wangu”—Chikamu II (Johani 1:19–2:25)

  • 10:20 Rwiyo Nhamba 54 Nezviziviso

  • 10:30 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Vaya Vaida Kunamata Kwakachena!

    • • Johani Mubhabhatidzi (Mateu 11:​7-10)

    • • Andreya (Johani 1:​35-42)

    • • Petro (Ruka 5:​4-11)

    • • Johani (Mateu 20:​20, 21)

    • • Jakobho (Mako 3:17)

    • • Firipi (Johani 1:43)

    • • Natanieri (Johani 1:​45-47)

  • 11:35 KUBHABHATIDZWA: Kubhabhatidzwa Kunokubatsira Sei? (Maraki 3:17; Mabasa 19:4; 1 VaKorinde 10:​1, 2)

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 52 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 36

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kushandisa Zvatinodzidza Kubva Pachishamiso chaJesu Chekutanga

    • • Nzwira Vamwe Tsitsi (VaGaratiya 6:10; 1 Johani 3:17)

    • • Zvininipise (Mateu 6:​2-4; 1 Petro 5:5)

    • • Iva Nerupo (Dheuteronomi 15:​7, 8; Ruka 6:38)

  • 2:20 “Gwayana raMwari” Rinobvisa Sei Chivi? (Johani 1:29; 3:​14-16)

  • 2:45 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Uprofita Hune Chekuita naMesiya Hwakazadziswa!—Chikamu II

    • • Aizoshingairira Imba yaJehovha (Pisarema 69:9; Johani 2:​13-17)

    • • Akazivisa “Vanyoro Mashoko Akanaka” (Isaya 61:​1, 2)

    • • Akaita Kuti Vaone “Chiedza Chikuru” muGarireya (Isaya 9:​1, 2)

  • 3:20 Rwiyo Nhamba 117 Nezviziviso

  • 3:30 “Bvisai Zvinhu Izvi Muno!” (Johani 2:​13-16)

  • 4:00 “Ndichaimisa” (Johani 2:​18-22)

  • 4:35 Rwiyo Nhamba 75 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe