RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm25 pp. 6-7
  • Svondo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Svondo
  • Purogiramu yeGungano ra2025
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano ra2025
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano ra2025
CO-pgm25 pp. 6-7
Mifananidzo: Zvimwe zvichange zviri mupurogiramu yemusi weSvondo. 1. Mukadzi muSamariya ari patsime . 2. Jesu akabata gwaro rakavhurika achitaura ari musinagogi.

Svondo

‘Namata Baba mumweya nemuchokwadi’​—⁠Johani 4:23

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 140 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvatinodzidza Pane Zvakataurwa naJesu

    • • “Kuberekwa Nemvura Nemweya” (Johani 3:​3, 5)

    • • “Hapana Munhu Akakwira Kudenga” (Johani 3:13)

    • • “Uya Kuchiedza” (Johani 3:​19-21)

    • • “Ndini Wacho” (Johani 4:​25, 26)

    • • “Zvekudya Zvangu” (Johani 4:34)

    • • “Minda Yachenera Kukohwa” (Johani 4:35)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 37 Nezviziviso

  • 11:15 HURUKURO YEBHAIBHERI: Uri Kuziva Chauri Kunamata Here? (Johani 4:​20-24)

  • 11:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 84 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 77

  • 1:50 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:

    Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 3

    “Ndini wacho” (Johani 3:1–4:54; Mateu 4:​12-20; Mako 1:​19, 20; Ruka 4:16–5:11)

  • 2:35 Rwiyo Nhamba 20 Nezviziviso

  • 2:45 Wadzidzei Pagungano Rino?

  • 2:55 Ramba Uri Mutemberi Huru yaJehovha Yemweya! (VaHebheru 10:​21-25; 13:​15, 16; 1 Petro 1:​14-16; 2:21)

  • 3:45 Rwiyo Rutsva Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe