Chishanu
“Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata”—Mateu 4:10
Mangwanani
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
9:30 Rwiyo Nhamba 74 Nemunyengetero
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Chii Chinonzi Kunamata Kwakachena? (Isaya 48:17; Maraki 3:16)
10:10 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:
Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 2
“Uyu ndiye Mwanakomana wangu”—Chikamu 1 (Mateu 3:1–4:11; Mako 1:12, 13; Ruka 3:1–4:7; Johani 1:7, 8)
10:40 Rwiyo Nhamba 122 Nezviziviso
10:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Uprofita Hune Chekuita naMesiya Hwakazadziswa!—Chikamu I
• Mwari Akaratidza Kuti Jesu Aiva Mwanakomana Wake (Pisarema 2:7; Mateu 3:16, 17; Mabasa 13:33, 34)
• Aiva Wedzinza raMambo Dhavhidhi (2 Samueri 7:12, 13; Mateu 1:1, 2, 6)
• Akagadzwa ‘saMesiya Mutungamiriri’ (Dhanieri 9:25; Ruka 3:1, 2, 21-23)
11:45 Ndiani Ari Kutonga Nyika Yese? (Mako 12:17; Ruka 4:5-8; Johani 18:36)
12:15 Rwiyo Nhamba 22 Nekumbozorora
Masikati
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
1:45 Rwiyo Nhamba 121
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Jesu Pamapinduriro Aakaita Muedzi!
• Rarama Nemashoko aJehovha (Mateu 4:1-4)
• Usaedza Jehovha (Mateu 4:5-7)
• Namata Jehovha Chete (Mateu 4:10; Ruka 4:5-7)
• Tsigira Chokwadi (1 Petro 3:15)
2:50 Rwiyo Nhamba 97 Nezviziviso
3:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvatinodzidza Patinoongorora Nyika Yakararama Jesu
• Renje reJudhiya (Mateu 3:1-4; Ruka 4:1)
• Bani reJodhani (Mateu 3:13-15; Johani 1:27, 30)
• Jerusarema (Mateu 23:37, 38)
• Samariya (Johani 4:7-9, 40-42)
• Garireya (Mateu 13:54-57)
• Fenikiya (Ruka 4:25, 26)
• Siriya (Ruka 4:27)
4:10 Jesu Anoonei Mauri? (Johani 2:25)
4:45 Rwiyo Nhamba 34 Nemunyengetero Wekugumisa