RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr24 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2024

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2024
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2024 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2025
    Mushumo Wegore Rebasa ra2025 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2023
    Mushumo Wegore Rebasa ra2023 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2018
    Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2024 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr24 p. 2

Nhamba Dzese dza2024

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 84

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240

  • Ungano Dzese: 118 767

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 21 119 442

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 23 212

  • Nhamba Yevaparidzia Yatanga Tisati Tambosvitsa: 9 043 460

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 828 124

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2023: 2,4

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 296 267

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega: 1 679 026

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 867 502

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega: 7 480 146

Gore rebasa ra2024 rakatanga musi wa1 September 2023, kusvika musi wa31 August 2024.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe