RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr25 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2025

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2025
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2025 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2024
    Mushumo Wegore Rebasa ra2024 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Nhamba Dzese dza2023
    Mushumo Wegore Rebasa ra2023 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2025 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr25 p. 2

Nhamba Dzese dza2025

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 84

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 241

  • Ungano Dzese: 119 652

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 635 015

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 24 576

  • Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsaa: 9 205 326

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 9 047 083

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2024: 2,5

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 304 643

  • Avhareji Yemapiyona Mwedzi Wega Wegac: 1 743 567

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 864 870

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri Mwedzi Wega Wegad: 7 603 182

Gore rebasa ra2025 rakatanga musi wa1 September 2024, kusvika musi wa31 August 2025.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org yakanzi: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org yakanzi: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org yakanzi “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe