RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr21 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2021

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2021
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2022
    Mushumo Wegore Rebasa ra2022 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2020
    Mushumo Wegore Rebasa ra2020 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2019
    Mushumo Wegore Rebasa ra2019 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2018
    Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr21 p. 2

2021 Grand Totals

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  87

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  239

  • Ungano Dzese: 119 297

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  21 367 603

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  20 746

  • Nhamba Yevaparidzia Yatanga Tisati Tambosvitsa:  8 686 980

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega:  8 480 147

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2020:  0,7

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 171 393

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega:  1 350 138

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 398 504

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  1 423 039 931

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega:  5 908 167

Mugore rebasae ra2021, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anokwana mamiriyoni 229 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 595 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”

e Gore rebasa ra2021 rakatanga musi wa1 September 2020, kusvika musi wa31 August 2021.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe