RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr23 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2023

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2023
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2023 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2022
    Mushumo Wegore Rebasa ra2022 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2024
    Mushumo Wegore Rebasa ra2024 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2017
    Mushumo Wegore Rebasa ra2017 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2023 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr23 p. 2

Nhamba Dzese dza2023

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 85

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  239

  • Ungano Dzese: 118 177

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 461 767

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 22 312

  • Nhamba Yepamusoro Yevaparidzia Yatakasvitsa: 8 816 562

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 625 042

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2022: 1,3

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 269 517

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega: 1 570 906

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 738 457

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 791 490 713

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega: 7 281 212

Gore rebasa ra2023 rakatanga musi wa1 September 2022, kusvika musi wa31 August 2023.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe