Nhamba Dzese dza2022
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 86
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 239
Ungano Dzese: 117 960
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 19 721 672
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 21 150
Nhamba Yevaparidzia Yatanga Tisati Tambosvitsa: 8 699 048
Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 514 983
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2021: 0,4
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 145 552
Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega: 1 465 202
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 381 310
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 501 797 703
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega: 5 666 996
Mugore rebasae ra2022, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anokwana mamiriyoni 242 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 21 629 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.
a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.
d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”
e Gore rebasa ra2022 rakatanga musi wa1 September 2021, kusvika musi wa31 August 2022.