RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 11
  • Zvisikwa Zvinorumbidza Mwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvisikwa Zvinorumbidza Mwari
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari
    Imbirai Jehovha
  • Munyengetero Wangu Wekuzvitsaurira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Dzidza Zvakawanda nezvaJehovha Kubva Pazvinhu Zvaakasika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 11

RWIYO 11

Zvisikwa Zvinorumbidza Mwari

Rakaprindwa

(Pisarema 19)

  1. 1. Mabasa makuru enyu Mwari,

    Kumatenga, okurumbidzai.

    Otaura pasina mashoko;

    Achinzwika kwese, pasi pese.

    Otaura pasina mashoko;

    Achinzwika kwese, pasi pese.

  2. 2. Kukutyai kunotichenjedza

    Kwotirinda pane zvatoita.

    Mitemo yenyu inopa njere;

    Ipfuma inopfu’ra ndarama.

    Mitemo yenyu inopa njere;

    Ipfuma inopfu’ra ndarama.

  3. 3. Hatichararamiri pasina;

    Shoko renyu rotipa chinangwa.

    Rukudzo rukuru ruchapiwa

    Vese votsvenesa zita renyu.

    Rukudzo rukuru ruchapiwa

    Vese votsvenesa zita renyu.

(Onawo Pis. 12:6; 89:7; 144:3; VaR. 1:20.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe