RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 10
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Imbai Rumbidzo yaJehovha Noushingi!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 10

RWIYO 10

Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!

Rakaprindwa

(Pisarema 145:12)

  1. 1. Murumbidzei Jehovha!

    Zita rake riziviswe!

    Zuva rake rava pedyo,

    Vanhu vese ngavate’rere.

    Jehovha ati nguva yasvika

    Yekuti Dangwe rikunde.

    Chiudzai vanhu zvinhu zviri

    Kuunzwa naMwari wedu!

    (KORASI)

    Murumbidzei Jehovha!

    Zivisai ukuru hwake!

  2. 2. Murumbidzei! Imbai!

    Imbirai zita rake!

    Nemwoyo inomuonga,

    Ukuru hwake tozivisa.

    Mabasa ake makuru asi

    Anongozvininipisa.

    Baba vanoziva zvatinoda;

    Vanotinzwa tikadana.

    (KORASI)

    Murumbidzei Jehovha!

    Zivisai ukuru hwake!

(Onawo Pis. 89:27; 105:1; Jer. 33:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe