Kavha/Peji Yevabudisi
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Kana uchida kupa chipo chako, enda pawebsite inonzi donate.jw.org.
Magwaro ari mubhuku rino anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
Rakadhindwa muna December 2024
Shona (lfb-CA)
© 2017
Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania