Zviri Mukati
CHIDZIDZO
Kusuma Chikamu 1—Kusikwa Kwezvinhu
2 Mwari Akasika Murume Nemukadzi Vekutanga
Kusuma Chikamu 2—Adhamu Kusvika Pamafashamo
3 Adhamu naEvha Havana Kuteerera Mwari
4 Hasha Dzakaita Kuti Apedzisire Auraya
Kusuma Chikamu 3—Mafashamo Kusvika Pana Jakobho
8 Abrahamu naSara Vakateerera Mwari
11 Akaratidza Kuti Aiva Nekutenda
13 Jakobho naIsau Vanotangazve Kuwirirana
Kusuma Chikamu 4—Josefa Kusvika paGungwa Dzvuku
15 Jehovha Haana Kukanganwa Josefa
17 Mozisi Akasarudza Kunamata Jehovha
20 Mamwe Matambudziko 6 Anotevera
22 Chishamiso Chakaitikapa Gungwa Dzvuku
23 Vanoita Vimbiso Kuna Jehovha
24 Havana Kuita Zvavakanga Vavimbisa
32 Mutungamiriri Mutsva Nevakadzi Vaviri Vakashinga
34 Gidhiyoni Akakunda vaMidhiyani
35 Hana Anonyengetera Kuti Apiwe Mwanakomana
38 Jehovha Akapa Samsoni Simba
Kusuma Chikamu 7—Dhavhidhi naSauro
39 Mambo Wekutanga wevaIsraeri
42 Jonatani Ainge Akashinga Uye Akavimbika
43 Chivi Chakaitwa naMambo Dhavhidhi
Kusuma Chikamu 8—Soromoni Kusvika Pana Eriya
48 Mwanakomana Wechirikadzi Akamutswa
49 Mambokadzi Akaipa Anorangwa
50 Jehovha Anodzivirira Jehoshafati
Kusuma Chikamu 9—Erisha Kusvika Pana Josiya
51 Mukuru Wemasoja Nemusikana Mudiki
54 Jehovha Akaitira Jona Mwoyo Murefu
55 Ngirozi yaJehovha Yakadzivirira Hezekiya
Kusuma Chikamu 10—Jeremiya Kusvika Pana Nehemiya
57 Jehovha Anotuma Jeremiya Kunoparidza
59 Vakomana 4 Vakateerera Jehovha
60 Umambo Husingazomboparadzwi
62 Umambo Hwakaita Semuti Muhombe
63 Mashoko Akanyorwa Pamadziro
65 Esteri Anoponesa Vanhu Vake
66 Ezra Akadzidzisa Mutemo waMwari
Kusuma Chikamu 11—Johani Mubhabhatidzi naJesu
69 Gabrieri Anoshanyira Mariya
70 Ngirozi Dzinozivisa Kuberekwa kwaJesu
73 Johani Anogadzirira Jesu Nzira
Kusuma Chikamu 12—Ushumiri hwaJesu
78 Jesu Anoparidza Mashoko eUmambo
79 Jesu Anoita Zvishamiso Zvakawanda
80 Jesu Anosarudza Vaapostora 12
82 Jesu Anodzidzisa Vadzidzi Vake Kunyengetera
83 Jesu Anopa Vanhu Vakawanda Zvekudya
84 Jesu Anofamba Pamusoro Pemvura
85 Jesu Anorapa Pazuva reSabata
Kusuma Chikamu 13—Vhiki Rekupedzisira raJesu Panyika
87 Paseka yaJesu Yekupedzisira
92 Jesu Anozviratidza Kuvabati Vehove
Kusuma Chikamu 14—ChiKristu Chinopararira
94 Vadzidzi Vanopiwa Mweya Mutsvene
97 Koneriyasi Anopiwa Mweya Mutsvene
98 ChiKristu Chinoenda Kumarudzi Akawanda