RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • jy pp. 2-5
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • Misoro Midiki
  • CHIKAMU 1​—ZVINOITIKA USHUMIRI HWAJESU HUSATI HWATANGA
  • CHIKAMU 2​—KUTANGA KWEUSHUMIRI HWAJESU
  • CHIKAMU 3​—USHUMIRI HWAJESU MUGARIREYA
  • CHIKAMU 4 USHUMIRI HWAJESU HWEKUPEDZISIRA MUJUDHIYA
  • CHIKAMU 5​—USHUMIRI HWAJESU HWEKUPEDZISIRA KUMABVAZUVA KWAJODHANI
  • CHIKAMU 6​—JESU ANOPEDZISA USHUMIRI HWAKE
Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
jy pp. 2-5

Zviri Mukati

PEJI CHITSAUKO

CHIKAMU 1​—ZVINOITIKA USHUMIRI HWAJESU HUSATI HWATANGA

10 1 Ngirozi yaMwari Inotumwa Nemashoko

12 2 Jesu Anokudzwa Asati Azvarwa

14 3 Munhu Achagadzira Nzira Anozvarwa

16 4 Mariya Ane Pamuviri, Asi Haana Kuroorwa

18 5 Jesu Akazvarirwa Kupi Uye Riini?

20 6 Mwana Ainge Akavimbiswa

22 7 Vazivi Venyeredzi Vanoshanyira Jesu

24 8 Vanotiza Mutongi Akaipa

26 9 Jesu Anokurira muNazareta

28 10 Mhuri yaJesu Inoenda kuJerusarema

30 11 Johani muBhabhatidzi Anogadzirira Jesu Nzira

CHIKAMU 2​—KUTANGA KWEUSHUMIRI HWAJESU

34 12 Jesu Anobhabhatidzwa

36 13 Dzidza Pamakundiro Akaita Jesu Miedzo

38 14 Vadzidzi vaJesu Vokutanga

40 15 Jesu Anoita Chishamiso Chake Chokutanga Pamuchato

42 16 Jesu Anoshingairira Kunamata Kwechokwadi

44 17 Anodzidzisa Nikodhimo Usiku

46 18 Jesu Anowedzera, Johani Achiderera

48 19 Kudzidzisa Mukadzi wokuSamariya

CHIKAMU 3​—USHUMIRI HWAJESU MUGARIREYA

54 20 Chishamiso Chechipiri muKana

56 21 Musinagogi yekuNazareta

58 22 Vadzidzi Vana Vachava Vabati Vevanhu

60 23 Jesu Anoita Mabasa Makuru muKapenaume

62 24 Jesu Anowedzera Ushumiri Hwake muGarireya

64 25 Jesu Anoitira Munhu Ane Maperembudzi Tsiye Nyoro

66 26 “Zvivi Zvako Zvakanganwirwa”

68 27 Jesu Anodana Mateu

70 28 Nei Vadzidzi vaJesu Vasingatsanyi?

72 29 Munhu Angaita Mabasa Akanaka paSabata Here?

74 30 Anotaura Paruzhinji Kuti Mwanakomana waMwari

76 31 Kutanha Hura Dzezviyo paSabata

78 32 Zvii Zvinobvumirwa Nomutemo paSabata?

80 33 Kuzadzisa Uprofita hwaIsaya

82 34 Jesu Anosarudza Vaapostora Gumi Nevaviri

84 35 Mharidzo yepaGomo Yakakurumbira

92 36 Mukuru Weuto Anoratidza Kutenda Kwakakura

94 37 Jesu Anomutsa Mwanakomana Weimwe Chirikadzi

96 38 Johani Ari Kuda Kunzwa Mashoko Anobva Kuna Jesu

98 39 Rwune Nhamo Rudzi Rusingateereri

100 40 Chidzidzo Chekukanganwira

102 41 Jesu Anoita Zvishamiso Nesimba Raani?

104 42 Jesu Anotuka vaFarisi

106 43 Mifananidzo yeUmambo

112 44 Jesu Anonyaradza Dutu Mugungwa

114 45 Anoratidza Simba Pamadhimoni Akawanda

116 46 Kuporeswa Nekubata Nguo yaJesu

118 47 Musikana Wechidiki Anomutswa

120 48 Anoita Zvishamiso, Asi Vanhu Havamugamuchiri Kunyange muNazareta

122 49 Kuparidza muGarireya Uye Kudzidzisa Vaapostora Kuparidza

124 50 Kudzidziswa Kuti Vazoparidza Pasinei Nekutambudzwa

126 51 Munhu Anourayiwa Pachipembererwa Zuva Rokuzvarwa

128 52 Anopa Zviuru Zvevanhu Zvokudya Achishandisa Hove Nezvingwa Zvishoma

130 53 Mutongi Ane Simba Pamamiriro Ekunze

132 54 Jesu “Chingwa Choupenyu”

134 55 Mashoko aJesu Anovhundutsa Vakawanda

136 56 Chii Chaizvo Chinosvibisa Munhu?

138 57 Jesu Anoporesa Musikana Ane Dhimoni Uye Murume Matsi

140 58 Anoita Kuti Chingwa Chiwande Uye Anonyevera Nezvembiriso

142 59 Mwanakomana Womunhu Ndiani?

144 60 Chiso Chake Nenguo Zvinoshanduka Achiratidza Zvaanenge Akaita muUmambo

146 61 Jesu Anoporesa Mukomana Akagarwa Nedhimoni

148 62 Chidzidzo Chinokosha Chekuzvininipisa

150 63 Kukanganisa Kutenda Kwevamwe Uye Zvokuita Kana Hama Yaita Chivi

152 64 Kukanganwira Kwakakosha

154 65 Anodzidzisa Ari Munzira Kuenda kuJerusarema

CHIKAMU 4 USHUMIRI HWAJESU HWEKUPEDZISIRA MUJUDHIYA

158 66 Ari muJerusarema kuMutambo Wematebhenekeri

160 67 “Hapana Mumwe Munhu Akambotaura Saizvozvi”

162 68 Mwanakomana waMwari Ndiye “Chiedza Chenyika”

164 69 Baba Vavo ndiAbrahamu Here Kana Kuti ndiDhiyabhorosi?

166 70 Jesu Anoporesa Murume Akazvarwa Ari Bofu

168 71 VaFarisi Vanotambudza Murume Aimbova Bofu

170 72 Jesu Anotuma Vadzidzi 70 Kuti Vanoparidza

172 73 MuSamariya Anoratidza Kuti Muvakidzani Akanaka

174 74 Zvidzidzo Panyaya Yekugamuchira Vaeni Uye Kunyengetera

176 75 Jesu Anoratidza Kuti Chii Chinoita Kuti Munhu Afare

178 76 Jesu Anodya nemuFarisi

180 77 Jesu Anopa Zano Nezvepfuma

182 78 Mutariri Akatendeka Anofanira Kugara Akagadzirira

184 79 VaJudha Vasingatendi Vachaparadzwa

186 80 Mufudzi Akanaka Uye Matanga Emakwai

188 81 Jesu naBaba Vake Vamwe Chete, Asi Haasi Mwari

CHIKAMU 5​—USHUMIRI HWAJESU HWEKUPEDZISIRA KUMABVAZUVA KWAJODHANI

192 82 Ushumiri hwaJesu muPereya

194 83 Mwari Anokoka Vanhu Vakaita Sei Kumabiko Ake?

196 84 Kuva Mudzidzi waJesu Haisi Nyaya Yekutamba Nayo

198 85 Kufara Panopfidza Mutadzi198

200 86 Mwanakomana Akarasika Anodzoka

204 87 Rongera Ramangwana Neuchenjeri

206 88 Mufananidzo Wemupfumi naRazaro

210 89 Anodzidzisa muPereya Achienda kuJudhiya

212 90 “Kumuka Noupenyu”

214 91 Razaro Anomutswa

216 92 Varume Gumi Vanoporeswa, Asi Mumwe Chete Ndiye Anotenda Zvaaitirwa

218 93 Mwanakomana Wemunhu Achaonekwa

220 94 Kunyengetera Uye Kuzvininipisa, Zvinhu Zviviri Zvinokosha

222 95 Jesu Anotaura Maonero Anoita Mwari Kurambana Uye Anoratidza Kuti Anoda Vana

224 96 Anopindura Mubvunzo Wemutongi Wechiduku Akapfuma

226 97 Mufananidzo Wevashandi Vomumunda Wemizambiringa

228 98 Nyaya Yekutsvaka Chinzvimbo Inotangazve

230 99 Jesu Anoporesa Mapofu Uye Anobatsira Zakeyo

232 100 Mufananidzo Wemamaina Gumi

CHIKAMU 6​—JESU ANOPEDZISA USHUMIRI HWAKE

236 101 Anodya Kumba kwaSimoni muBhetani

238 102 Mambo Anopinda muJerusarema Akatasva Mwana Wembongoro

240 103 Temberi Inocheneswa Zvekare

242 104 VaJudha Vanonzwa Inzwi raMwari

244 105 Muonde Unoshandiswa Pakudzidzisa Nezvekutenda

246 106 Mifananidzo Miviri Yeminda Yemizambiringa

248 107 Mambo Anodana Vanhu Vaakakoka Kumabiko Emuchato

250 108 Jesu Anoita Kuti Mazano Evavengi Vake Ashaye Basa

252 109 Jesu Anoshoropodza Vatungamiriri Vechitendero Vanomupikisa

254 110 Zuva raJesu Rekupedzisira Patemberi

256 111 Vadzidzi Vanokumbira Chiratidzo

260 112 Mufananidzo Wemhandara Gumi

262 113 Mufananidzo Wematarenda

264 114 Kristu Anotonga Makwai Nembudzi Ari Pachigaro

266 115 Paseka yaJesu Yekupedzisira Yava Pedyo

268 116 Anopa Chidzidzo paPaseka Yake Yekupedzisira

270 117 Kudya Kwashe Kwemanheru

272 118 Nharo Dzinomuka

274 119 Jesu Ndiye Nzira Nechokwadi Noupenyu

276 120 Kuva Mapazi Anobereka Michero Uye Kuva Shamwari dzaJesu

278 121 “Shingai! Ini Ndakunda Nyika”

280 122 Munyengetero waJesu Wekupedzisira Ari Muimba Yepamusoro

282 123 Anonyengetera Achirwadziwa Zvikuru

284 124 Kristu Anotengeswa Uye Anosungwa

286 125 Jesu Anoendeswa Kuna Anasi, Ozoendeswa Kuna Kayafasi

288 126 Anorambwa naPetro Pamba paKayafasi

290 127 Anotongwa neSanihedrini Ozoendeswa Kuna Pirato

292 128 Pirato naHerodhi Vanoti Jesu Haana Mhosva

294 129 “Tarirai! Munhu Wacho!”

296 130 Jesu Anoiswa Mumaoko Emauto Oendwa Naye Kunourayiwa

298 131 Mambo Asina Mhosva Anotambura Ari Padanda

300 132 “Chokwadi Uyu Anga Ari Mwanakomana waMwari”

302 133 Chitunha chaJesu Chinogadzirirwa Kuti Chivigwe

304 134 Muguva Hamuna Munhu, Jesu Mupenyu!

306 135 Jesu Anozviratidza Kune Vakawanda Amutswa

308 136 Pamahombekombe eGungwa reGarireya

310 137 Mazana Evadzidzi Anomuona Asati Akwira Kudenga

312 138 Kristu Ari Kuruoko rwaMwari Rwerudyi

314 139 Jesu Anoita Kuti Nyika Ive Paradhiso Uye Anopedzisa Basa Raakapiwa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe