Kavha/Peji Yevabudisi
Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Iyi inhoroondo yeupenyu hwaJesu neushumiri hwake inoratidza kuti aiva munhu akaita sei, aidzidzisei, aiitei, uye kuti angakubatsira sei.
Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo zvokuzvidira.
Kana uchida kupa chipo chako, enda pawebsite inonzi donate.jw.org.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
Rakadhindwa muna January 2025Shona (jy-CA)
© 2015
WATCH TOWER BIBLE AND TRACT SOCIETY OF PENNSYLVANIA