1 Unhu hwaJehovha
2 Tinokutendai, Jehovha
3 “Mwari Rudo”
4 Kuita Zita Rakanaka naMwari
5 Kristu Muenzaniso Wedu
6 Munyengetero Wemushumiri waMwari
7 Kuzvitsaurira kwechiKristu
8 Kudya kwaShe Kwemanheru
9 Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
10 “Ndiri Pano! Nditumei”
11 Kufadza Mwoyo waJehovha
12 Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa
13 Munyengetero Wokuonga
14 Zvinhu Zvose Zvinoitwa Zvitsva
15 Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari
16 Tizirai kuUmambo hwaMwari!
17 Shingai, Imi Zvapupu!
18 Rudo rwaMwari Rwakavimbika
19 Vimbiso yaMwari yeParadhiso
20 Komborerai Kuungana Kwedu
21 Vanofara, Vane Ngoni!
22 “Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu”
23 Jehovha, Simba Redu
24 Ramba Wakatarira Mubayiro!
25 Zvinoratidza Kuva Vadzidzi
26 Famba naMwari!
27 Tsigira Jehovha!
28 Rwiyo Rutsva
29 Kufamba Takavimbika
30 Jehovha Anotanga Kutonga
31 Tiri Zvapupu zvaJehovha!
32 Ivai Vakasimba Vasingazununguki!
33 Musavatye!
34 Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
35 Kuonga Kushivirira kwaMwari
36 “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”
37 Magwaro—Akafuridzirwa naMwari
38 Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha
39 Rugare Rwedu
40 Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
41 Namatai Jehovha Muchiri Vaduku
42 ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’
43 Rambai Makamuka, Mirai Makasimba, Ivai Nesimba
44 Kubatsira Tichifara Mubasa Rokukohwa
45 Fambira Mberi!
46 Jehovha Ndiye Mambo Wedu!
47 Zivisa Mashoko Akanaka
48 Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
49 Jehovha Ndiye Nzvimbo Yedu Yokupotera
50 Muenzaniso waMwari Worudo
51 Tinonamatira Kuna Jehovha
52 Chengetedza Mwoyo Wako
53 Kushanda Takabatana
54 Tinofanira Kuva Nokutenda
55 Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
56 Inzwaiwo Munyengetero Wangu
57 Kufungisisa Kwomwoyo Wangu
58 Munyengetero Wangu Wokuzvitsaurira
59 Takazvitsaurira Kuna Mwari!
60 Achakusimbisa
61 Ndinofanira Kuva Munhu Werudzii
62 Tiri Vaani?
63 Ngatirambei Takavimbika
64 Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
65 “Iyi Ndiyo Nzira”
66 Kushumira Jehovha Nomweya Wose
67 Nyengetera Kuna Jehovha Mazuva Ose
68 Munyengetero Womunhu Akaderera
69 Itai Kuti Ndizive Nzira Dzenyu
70 ‘Ivai Nechokwadi Chokuti Ndezvipi Zvinokosha Kupfuura Zvimwe’
71 Mudzimu Mutsvene—Chipo Chinobva Kuna Mwari
72 Kuva Norudo
73 Dananai Kwazvo Zvichibva Pamwoyo
74 Mufaro waJehovha
75 Zvinoita Kuti Tifare
76 Jehovha, Mwari Worugare
77 Iva Anokanganwira
78 Mwoyo Murefu
79 Simba Romutsa
80 Kuva Vakanaka
81 “Tiwedzereiwo Kutenda”
82 Tevedzerai Unyoro hwaKristu
83 Tinofanira Kuzvidzora
84 “Ndinoda”
85 Mubayiro Wakakwana Unobva Kuna Jehovha
86 Vakadzi Vakatendeka, Hanzvadzi dzechiKristu
87 Tava Nyama Imwe
88 Vana—Makavachengeteswa naMwari
89 Chikumbiro chaJehovha Chorudo: “Mwanakomana Wangu, Iva Akachenjera”
90 Runako Rwevachena Musoro
91 Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu
92 “Paridza Shoko”
93 “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
94 Kugutsikana Nezvipo Zvakanaka zvaMwari
95 “Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka”
96 Tsvakai Vakakodzera
97 Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!
98 Kudyara Mbeu yeUmambo
99 Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika
100 Tiri Uto raJehovha!
101 Kuzivisa Chokwadi cheUmambo
102 Uyai Tiimbe Rwiyo rwoUmambo!
103 “Paimba Neimba”
104 Rumbidza Jah Pamwe Neni
105 Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari
106 Kuva Shamwari yaJehovha
107 Uyai Kugomo raJehovha
108 Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
109 Rumbidzai Dangwe raJehovha!
110 Mabasa Anoshamisa aMwari
111 Achashevedza
112 Mwari Mukuru, Jehovha
113 Kuonga Shoko raMwari
114 Bhuku raMwari—Ipfuma Chaiyo
115 Kuita Kuti Tibudirire
116 Chiedza Chinoramba Chichijeka
117 Tinofanira Kudzidziswa
118 Gamuchiranai
119 Uyai Muzorodzwe!
120 Teerera, Wozviita, Ukomborerwe
121 Kurudziranai
122 Zviuru Zvehama
123 Vafudzi—Zvipo Zviri Varume
124 Vagamuchirei Nomutsa
125 Kutevedzera Urongwa hwaMwari Takavimbika
126 Basa Redu Rokuzvipira
127 Nzvimbo Ine Zita Renyu
128 Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja
129 Kubatisisa Tariro Yedu
130 Chishamiso Choupenyu
131 Jehovha Anopukunyutsa
132 Rwiyo Rwokukunda
133 Tsvaka Mwari Kuti Ununurwe
134 Ona Uripo Zvose Zvava Zvitsva
135 Kutsungirira Kusvika Kumugumo