RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 105
  • Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Matenga Anozivisa Mbiri yaMwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 105

Rwiyo 105

Matenga Anozivisa Kubwinya kwaMwari

Rakaprindwa

(Pisarema 19)

1. Matenga anozivisa Jehovha.

Kumatenga tinoona basa rake.

Zuva nezuva anorumbidzwa.

Nyeredzi dzinozivisa ukuru hwaMwari.

2. Mutemo waJehovha wakakwana,

Zviyeuchidzo zvake zvinochenjedza.

Kutonga kwake kwakarurama.

Shoko rake rakachena, rinonaka kwazvo.

3. Kutya Mwari kunogara narini.

Mirayiro yake inokosha kwazvo.

Inochengetedza vanhu vake.

Iro zita rake dzvene, tinoritsigira.

(Onawo Pis. 111:9; 145:5; Zvak. 4:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe