RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 48
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Uchafamba naMwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Famba naMwari!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 48

Rwiyo 48

Kufamba naJehovha Zuva Nezuva

Rakaprindwa

(Mika 6:8)

1. Tofamba naBaba vedu

Mazuva ose oupenyu.

Vane mutsa zvikurusa

Kuvanotsvaka nzira dzavo.

Mwari akaita kuti

Tigofambawo naye.

Saka tozvitsaurira;

Tinotsigira Jehovha.

2. M’nguva ino yokutongwa,

Sezvo mugumo wava pedyo,

Tinoshorwa kakawanda.

Tingatya todzokera shure.

Mwari anodzivirira;

Ngative pedyo naye.

Timushumire narini.

Timude tisatsauka.

3. Tinobatsirwa naMwari

Nomudzimu neShoko rake

Neungano yechiKristu,

Neminyengetero ya’nonzwa.

Patiri kufamba naye,

Tiite zvakanaka,

Titevere mutsa wake,

Uye tizvininipise.

(Onawo Gen. 5:24; 6:9; 1 Madz. 2:3, 4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe