RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 47
  • Zivisa Mashoko Akanaka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zivisa Mashoko Akanaka
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zivisa Mashoko Akanaka
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Zivisa Mashoko Akanaka Asingaperi
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Pfuma Chaiyo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chikonzero Nei Tichifanira Kuziva Zita raMwari
    Zita raMwari Richagara Nokusingaperi
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 47

Rwiyo 47

Zivisa Mashoko Akanaka

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 14:6, 7)

1. Chokwadi chakavanzwa kwenguva refu.

Mbeu yakapikirwa yakuzikanwa.

Jehovha akafunga nezvevatadzi

Nokuti ane tsitsi uyewo rudo.

Saka akava nechinangwa chokuti

Pachakwana nguva Umambo huchatonga.

Boka revakasarudzwa richakudzwa

Kuti iye ape Mwana wake mwenga.

2. Mashoko akafanozikanwa kare,

Jehovha anoda kuti aziviswe.

Ngirozi dzinofara kushanda nesu,

Dzichitibatsira kuzivisa Ushe.

Iropafadzo yedu mazuva ano

Yokutsvenesa zita nokumurumbidza.

Tofara kuti tiri Zvapupu zvake

Zvinozivisa mashoko akanaka.

(Onawo Mako 4:11; Mab. 5:31; 1 VaK. 2:1, 7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe