RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 48
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
    Imbirai Jehovha
  • Kufamba naJehovha Zuva Nezuva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Famba naMwari!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uchafamba naMwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 48

RWIYO 48

Kufamba naJehovha Zuva Nezuva

Rakaprindwa

(Mika 6:8)

  1. 1. Tofamba naBaba vedu

    Mazuva ese eupenyu.

    Vane mutsa zvakanyanya

    Kuvanotsvaga nzira dzavo.

    Nerudo vanoda kuti

    Tivabate ruoko.

    Saka tozvitsaurira;

    Tichitsigira Jehovha.

  2. 2. Mugumo zvawava pedyo

    Satani akatsamwa kwazvo,

    Tinoshorwa kakawanda.

    Tingatya todzokera shure.

    Mwari anodzivirira;

    Ngative pedyo naye,

    Timushumire narini.

    Timude tisatsauka.

  3. 3. Mwari anotibatsira

    Nemweya wake uye Shoko,

    Neungano yechiKristu,

    Neminyengetero ya’nonzwa.

    Tese achatibatsira

    Tiite zvakanaka,

    Tifambe takavimbika

    Uye tizvininipise.

(Onawo Gen. 5:24; 6:9; 1 Madz. 2:3, 4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe