RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 25
  • Pfuma Chaiyo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pfuma Chaiyo
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Pfuma Chaiyo
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Tiri Zvapupu zvaJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha Nekuda kweMwana Wake, Muzodziwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 25

RWIYO 25

Pfuma Chaiyo

Rakaprindwa

(1 Petro 2:9)

  1. 1. Mwari ava nevana,

    Vakazodzwa nemweya.

    Vakatengwa panyika;

    Akavafarira.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda imimi;

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  2. 2. Ivo rudzi rutsvene,

    Vanonzwisisa Shoko.

    Vakabviswa murima

    Vakavhenekerwa.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda imimi;

    Vanozivisa mbiri yenyu.

  3. 3. Pakutsvaga makwai,

    Ivo vakatendeka,

    Uye vakavimbika,

    Kuna Mambo Jesu.

    (KORASI)

    Ipfuma chaiyo,

    Vanhu vezita renyu.

    Vanoda imimi;

    Vanozivisa mbiri yenyu.

(Onawo Isa. 43:20b, 21; Mar. 3:17; VaK. 1:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe