Zviri Mukati
Peji Chiono Ganhuro
6 1 Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Unofadza!
15 3 Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika
22 1 5 Johane Anoona Jesu Akapiwa Mbiri
27 1 6 Kuzarura Chakavanzika Chinoyera
33 1 7 Mutsidzira Rudo Rwuya Rwapakuvamba!
37 1 8 Kuvavarira Kuva Vakundi
47 1 10 Kusema “Zvinhu Zvakadzama zvaSatani”
54 1 11 Zita Rako Riri Mubhuku Roupenyu Here?
58 1 12 “Ramba Wakabatisisa Zvaunazvo”
66 1 13 Tenga Ndarama Yakanatswa Nomwoto
89 3 16 Vatasvi Vamabhiza Vana Vari Kugagadika!
100 3 17 ‘Mweya Yakaurawa’ Inotuswa
104 3 18 Kudengenyeka Kwapasi Muzuva raShe
113 4 19 Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari
119 4 20 Boka Guru Ravazhinji-zhinji
129 5 21 Madambudziko aJehovha pachiKristudhomu
142 5 22 Nhamo Yokutanga—Mhashu
148 5 23 Nhamo Yechipiri—Mauto Avatasvi Vamabhiza
155 6 24 Shoko Rinonaka Nerinovava
161 6 25 Kumutsidzira Zvapupu Zviviri
177 7 27 Umambo hwaMwari Hwaberekwa!
186 8 28 Kurwisana Nezvikara Zviviri Zvinorura
198 9 29 Kuimba Rwiyo Rutsva Rworukundo
205 9 30 “Bhabhironi Guru Rawa!”
215 10 31 Mabasa aJehovha—Makuru Uye Anoshamisa
221 10 32 Kutsamwa kwaMwari Kunopedzwa
235 11 33 Kutonga Hure Rine Mbiri Yakashata
246 11 34 Chakavanzika Chinotyisa Chinopedzwa
251 11 35 Kuuraya Bhabhironi Guru
258 12 36 Guta Guru Rinoparadzanywa
267 12 37 Kuchema Nokufarira Mugumo weBhabhironi
272 12 38 Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!
279 13 39 Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni
286 14 40 Kupwanya Musoro Wenyoka
295 15 41 Zuva raMwari Rorutongeso—Muuyo Waro Unofadza!
301 15 42 Denga Idzva Nepasi Idzva
305 16 43 Guta Rinon’animira
Bhuku rose raZvakazarurwa rinotsanangurwa mune ichi chinyorwa. Ndima dzinotsinhirwa padziri dzinooneka mumabhii matema.