RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • re pp. 1-3
  • Butiro/Peji Yevabudisi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Butiro/Peji Yevabudisi
  • Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Misoro Midiki
  • BHUKU IRI NDERA ․․․․․․․․․․․․․․․․
Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
re pp. 1-3

Butiro/​Peji Yevabudisi

Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!

BHUKU IRI NDERA ․․․․․․․․․․․․․․․․

Rakadhindwa muna 2006

Bhuku rino rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo zvokuzvidira.

Kutoti zvaratidzwa, Magwaro echiHebheru anobva muBhaibheri muNdimi yeUnion Shona nomunyorero mutsva uye Magwaro echiGiriki anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro echiKristu echiGiriki. NW zvinoreva New World Translation of the Holy Scriptures

Kwakatorwa Mifananidzo

Mifananidzo inorongwa nenhamba yepeji uye, apo kunova kuri madikanwa, munhevedzano yokuoneka papeji (kuvambira kuruboshwe kuenda kurudyi kubvira kumusoro kworuboshwe).

Cooper-Hewitt Museum; mufananidzo wakavakirwa pamufananidzo webhokisi rokuratidzirira 9, chikamu A: Peji 59

National Aeronautics and Space Administration, Washington, D.C.: Mapeji 138, 293

Pictorial Archive (Near Eastern History) Est.: Peji 23 (chitarisiko chomushure, 1, 4, 10)

Pictorial Archive (Near Eastern History) Est., and Survey of Israel; yakavakirwa pamapu ine maruramiro okunyorwa ne: Peji 236

Staatliche Museen zu Berlin; wakashandiswa nemviro yomutsa ye: Peji 43 (1, 2, 3)

“Anofara ndiye unorava nenzwi guru naavo vanonzwa mashoko ouhu uporofita, uye avo vanochengeta zvinhu zvakanyorwa mahuri; nokuti nguva yakagadzwa yava pedyo.”—Zvakazarurwa 1:3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe