RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 221
  • Pwere! Tevedzerai Kutenda Kwavo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pwere! Tevedzerai Kutenda Kwavo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Akaramba Achikura Jehovha Ainaye”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • “Akaramba Achikura Jehovha Ainaye”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mukomana Akataura Achimiririra Jehovha
    Famba naMwari Neushingi
  • Samueri Akaramba Achiita Zvakarurama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 221

Rwiyo 221

Pwere! Tevedzerai Kutenda Kwavo

(VaHebheru 6:12)

1. Samueri wakaenda kuShiro

Kundobata patemberi yaMwari.

Akava muprofita m’Israeri;

SomuNaziri wakakudza Mwari.

Vana vaEri vaiva vatadzi.

Vaizoshatsa Samueri here?

Kwete, Samueri waiterera.

Haaizobviswa kuna Jehovha.

2. Timotio wakakura akava

Mukuruwo anoziva Magwaro.

Waishandisa zvaakadzidziswa.

Waidisa kuva akatendeka.

Aidiwa kwazvo m’ungano yake,

Akarumbidzwawo pasina nharo.

Akagona kufamba naPauro;

Basa rake rakabatsira vose.

3. Vasikana m’yeukeka sikana

KeIsraeri kaitenda Mwari.

Kaiva nokutenda muusungwa;

Shingairo yako yoyam’ra vamwe.

Kakaudza mukadzi waNamani:

Muprofita waMwari unorapa.

M’kuru weSiria wakaterera.

Kasikana kom’nzira ropafadzo.

4. Pwere tokukurudzirai mose

Kutevera iyi mienzaniso.

Tinovimba munguva’yi yom’gumo.

Mwari wakasarudza wa’notuma.

Ndizvo imimi pwere irwaiwo

Navabatiri vaJehovha vose.

Tizivise nyevero tichim’kudza

Ndokuzowana tuso pamugumo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe