RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 220
  • Paradhiso Yedu: Yazvino Neyemunguva Yemberi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Paradhiso Yedu: Yazvino Neyemunguva Yemberi
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha, Hugaro Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha, Musiki Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuzvibata Timene Sa“vaduku”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 220

Rwiyo 220

Paradhiso Yedu: Yazvino Neyemunguva Yemberi

(2 VaKorinte 12:4)

1. Torumbidza Mwari nemhaka

YePa r’-dhiso yom’dzimu.

Nokufunda nemisangano

Tinova vane njere.

Ngatipe kuonga

Tikomborerwe

Kuti mubasa’ri

Tine mufaro!

Rudo rwedu kuhama dzedu

Chisungo chikurusa.

Runotibatanidza pamwe,

Kuti tirege kuwa!

2. Hudzori hwokururamisa

Makapa Kristu Mambo.

Chibviro chokugadzwa kwake

Anodzora pazvose.

Tinorumbidza Ja,

Tikomborerwe

Donzo renyu iri

Kutora venyu.

Mufambiro wedu unzwane

NeEvhangeri yedu,

Kuti tirege kugumbusa

Avo vari makwai!

3. M’shure mehondo yezuva’ro

RaJehovha yarwiwa,

Satani namadhimoniwo

Vachakandwa mugomba,

Vabatiri venyu

Muchavamutsa,

Kuti vazofara

MuParadhiso.

Vanhu vachasvika kukwana

Muhuprista hwaKristu;

Papasi nokusingagumi

Muchaunza mufaro!

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe