Zvakaipa Here Kuona Mafirimu Emashiripiti?
Nhamba 2 2017
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MAFIRIMU EMASHIRIPITI?
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.