Ona Zvimwe PaIndaneti
NYAYA
Mazano ari munyaya iyi anoratidza kuti kuzvidya mwoyo kunewo zvakwakanakira.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA)
Verenga unzwe kuti Zvapupu zvaJehovha zvinobatsira sei vavanonamata navo kana kuti vamwewo vanhu.
(Tarisa pakanzi NEZVEDU > MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA)