RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g12 October pp. 21-29
  • Zvokukurukura Semhuri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokukurukura Semhuri
  • Mukai!—2012
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • TINGADZIDZEI KUNA . . . Kaini naAbheri?
  • Chengeta Udzidze
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2011
  • Kadhi reBhaibheri 19
    Mukai!—2012
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2012
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2011
Ona Zvimwe
Mukai!—2012
g12 October pp. 21-29

Zvokukurukura Semhuri

TINGADZIDZEI KUNA . . . Kaini naAbheri?

WAKAMBOGUMBUKA ZVOKUDA KUROVA MUKOMA WAKO KANA KUTI HANZVADZI YAKO HERE?

• Isa makara pamifananidzo. • Verenga mavhesi ari muBhaibheri, uye woataura muchidimbu wobva wazadzisa pasina kunyorwa. • Zvinhu izvi zviri papi: (1) apuro (2) dhadha.

GENESISI 4:2

GENESISI 4:3

MWARI AKAFARIRA ABHERI UYE CHIBAYIRO CHAKE.—GENESISI 4:4

GENESISI 4:5

GENESISI 4:8 ․․․․․

PAVA PAYA, MWARI AKAZOBVUNZA KAINI KUTI: “ ․․․․․ ?”—GENESISI 4:9

GENESISI 4:10-12

Sei uchifanira kudzora hasha dzako?

ZVINGANGOKUBATSIRA: Zvirevo 14:29; VaEfeso 4:26, 27, 31.

Chii chingakubatsira kuti udzore hasha?

ZVINGANGOKUBATSIRA: Zvirevo 14:30; 19:11; VaEfeso 4:32.

Wadzidzei kubva panyaya iyi?

Unofungei?

Verenga Genesisi 4:7. Kaini aifanira kuita sei paakatsiurwa naMwari?

ZVINGANGOKUBATSIRA: Ruka 14:11; 1 Petro 5:5, 6.

Chengeta Udzidze

Cheka, peta nepakati, uye chengeta

KADHI REBHAIBHERI 20 NOA

MIBVUNZO

A. Noa akararama makore ․․․․․.

B. Vana vatatu vaNoa vainzi vanaani?

C. Pedzisa vhesi iyi yomuBhaibheri: “Noa akaita maererano . . . ”

[Chati]

4026 B.C.E. Adhamu anosikwa

Akaberekwa 2970 B.C.E

1 C.E.

98 C.E. Bhuku rokupedzisira romuBhaibheri rinonyorwa

[Mepu]

“Areka yakagara pamusoro pemakomo eArarati.”—Genesisi 8:4

MAKOMO EARARATI

NOA

NHOROONDO YOUPENYU

Akadzidzisa mhuri yake kuti iteerere mirayiro yaJehovha. Akateerera zvaakaudzwa naMwari, achibva avaka areka kuti agoponesa mhuri yake nemhuka panguva yaizouya mafashamo. (Genesisi 6:5-22) Pasinei nokusekwa, Noa akaramba akavimbika se“muparidzi wokururama.”—2 Petro 2:5; VaHebheru 11:7.

MHINDURO

A. 950.​—Genesisi 9:29.

B. Shemu, Hamu, naJafeti.​—Genesisi 6:10.

C. “. . . nezvose zvaakanga arayirwa naMwari. Akaita izvozvo chaizvo.”​—Genesisi 6:22.

Kana muchida kupirinda dzimwe nyaya dzakanzi “Zvokukurukura Semhuri,” endai paIndaneti pawww.jw.org

● “ZVOKUKURUKURA SEMHURI” mhinduro dziri papeji 21

MHINDURO DZEMIBVUNZO IRI PAPEJI 28

1. Pane apuro riri pamberi peatari pamupikicha wechi3. 2. Dhadha riri pakati paAbheri negwai pamupikicha wechi4.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe