RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g12 October p. 29
  • Kadhi reBhaibheri 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kadhi reBhaibheri 19
  • Mukai!—2012
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • PAURO
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2012
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2012
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2011
  • Zvokukurukura Semhuri
    Mukai!—2011
Ona Zvimwe
Mukai!—2012
g12 October p. 29

Kadhi reBhaibheri 19

PAURO

KADHI REBHAIBHERI 19 PAURO

MIBVUNZO

A. Pauro aiwana mari yokuzviriritira nokuita basa rokugadzira ․․․․․.

B. Muapostora Pauro akadzidzisa vanhu “pachena uye . . . ”

C. Pauro akamutsa mumwe mukomana ainzi _․․․․․ akanga afa.

[Chati]

(Ona bhuku racho)

4026 B.C.E. 1 C.E. 98 C.E.

Adhamu anosikwa Akararama muzana Bhuku rokupedzisira

remakore rokuranga C.E. romuBhaibheri

rinonyorwa

[Mepu]

Akazvarirwa kuTaso. Aiva mumishinari kuEurope uye kuAsia Minor

EUROPE

Rome

ASIA MINOR

Tarsus

Jerusalem

PAURO

NHOROONDO YOUPENYU

Aimbotambudza vaKristu asi akazopedzisira avawo muKristu uye muapostora kumarudzi. Jehovha akamushandisa kuti anyore mabhuku 14 ari muMagwaro echiKristu echiGiriki. Pauro akafamba zviuru zvemakiromita semumishinari uye akatanga ungano kuEurope uye kuAsia Minor.—VaRoma 11:13; 1 Timoti 1:12-16.

MHINDURO

A. matende.—Mabasa 18:3-5.

B. “. . . paimba neimba.”—Mabasa 20:20.

C. Yutiko.—Mabasa 20:7-12.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe