RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g09 January pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2009
  • Mashoko Akafanana
  • Kurarama Munguva Yokuchinja Kukuru muKorea
    Mukai!—2009
  • Ndakaona Boka raMwari Richiwedzera muKorea
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • ‘Kutsvaka Mashoko Anofadza, Mashoko Akarurama’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2017
Ona Zvimwe
Mukai!—2009
g09 January pp. 1-2

Zviri Mukati

January-March 2009

Nei tiri panyika?

Kwenguva yakareba, vanhu vave vachishamisika kuti: ‘Takabva kupi? Nei tiri panyika? Takananga kupi?’ Chimbofunga nezvemhinduro dzemibvunzo iyi.

3 Nei Tiri Panyika?

5 Ungawana Mhinduro Kupi?

6 Chikonzero Chokuva Panyika

16 Zvinotaura Bhaibheri Mwari Akamboita Sei?

18 Vechiduku Vanobvunza Kuti Ndingavandudza Sei Minyengetero Yangu?

21 Kubudirira Pakunotsvedza Somuramba

22 Tingawana Kupi Utungamiriri Hwakanaka?

24 Zvinhu Zvitanhatu Zvinoita Kuti Munhu Abudirire

28 Vechiduku Vanobvunza Kuti Ndinofanira Kumhan’arira Shamwari Yangu Here?

31 Ungapindura Sei?

32 Indekisi ya2008 Yenyaya dzeMukai!

Jesu Akazvarwa Rini? 10

Jesu akazvarwa muna December here? Zvine basa here kuziva kuti Jesu akazvarwa muna December kana kuti kwete?

Kurarama Munguva Yokuchinja Kukuru muKorea 12

Verenga nezvematambudziko akasangana nemumwe murume akararama munguva yehondo mbiri dzaityisa dzakasakadza Korea, uye nezverimwe dambudziko rakakura riri kusangana nevechiduku vari ikoko.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe