Zviri Mukati
July-September 2008
Unonyatsoziva Vana Vako Zvakadini?
Chimiro chevana uye mafungiro avo zvinowanzochinja nokukurumidza. Vabereki vangaitei kuti vavatungamirire zvakanaka? Bhaibheri ringabatsira sei?
4 Kurera Vana Vachiri Kuyaruka—Kubatsira Kunoita Kunzwisisa
6 Kurera Vana Vachiri Kuyaruka—Basa Rinoda Uchenjeri
12 Zvinoita Kuti Vakawanda Vaore Mwoyo
13 Vanhu Vanogona Kuita Kuti Pave Neramangwana Rinofadza Here?
16 Ramangwana Rakachengeteka Mukutonga kwaMwari
17 Unogona Kuvimba Neramangwana!
24 Mazuva Okupedzisira—Kwozouyei?
26 Mumhanzi—Chipo chaMwari Kumwoyo
28 Vechiduku Vanobvunza Kuti Nei Vabereki Vangu Vasingandivimbi?
32 “Kutungamirirwa Nomudzimu waMwari” Gungano Reruwa reZvapupu zvaJehovha
Kuzvidzivirira Kunonzi Kwakarurama Kana Zvaita Sei? 10
Kana munhu ava kuda kurwiswa nomumwe munhu, ndezvipi zvakakodzera zvaangaita? Angazvidzivirira sei zvakanaka?