RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 July pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Kuti Uwane Mufaro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mufaro Wechokwadi Unogona Kuwanwa Kupi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Mufarwa Wechokwadi Mukubatira Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
  • Moses Maphoto: Ndakawana Mufaro Wechokwadi
    Bhaibheri Rinochinja Upenyu
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 July pp. 1-2

Zviri Mukati

July-September 2006

Ungawana Sei Mufaro Wechokwadi? 3-9

Vanhu vakawanda vanoedza kuwana mufaro, asi zvinoita sokuti vashoma ndivo vanouwana. Nei? Chii chinoita kuti uwane mufaro wechokwadi?

3 Unogona Kuwana Mufaro Wechokwadi!

4 Zvinoita Kuti Pave Nomufaro Wechokwadi

8 Kufara Patariro

14 Zvinotaura Bhaibheri

Chivi Chokutanga Chaiva Chei?

16 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .Ushamwari Hwokuchikoro—Ndepapi Paungati Hwanyanyisa?

19 Unogona Kunzvenga Kukwegura Here?

20 Nei Tichikwegura?

23 Ungararama Makore Akawanda Sei?

26 Ndakadzidza Kuvimba naMwari

31 Ungapindura Sei?

32 Bhuku Rinobatsira Kudzivirira Vana Vedu

Kugadzirira Mwanasikana Wako Kutanga Kutevera 10

Unofanira kutanga kutaura nomwanasikana wako zvokuenda kumwedzi rini? Unofanira kutanga kukurukura sei nyaya yacho?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe