RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g04 3/8 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2004
  • Mashoko Akafanana
  • Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvehondo Yenyukireya?
    Dzimwe Nyaya
  • Hondo Yenyukireya—Ndivanaani Vangangoimutsa?
    Mukai!—2004
  • Kutyisidzira Kwenyukireya Hakusati Kwambopera
    Mukai!—1999
  • Kutyisidzira Kwenyukireya Kwava Kupera Here?
    Mukai!—1999
Ona Zvimwe
Mukai!—2004
g04 3/8 pp. 1-2

Zviri Mukati

March 8, 2004

Ngozi Yenyukireya—Ndeyechokwadi Zvakadini?

Chokwadi, kusvika nanhasi tichiri kunetseka nokutyisidzirwa nehondo yenyukireya? Ndiani angangoimutsa? Inogona kudzivisika here?

3 Hondo Yenyukireya—Ichiri Chinhu Chinotyisa Here?

4 Hondo Yenyukireya—Ndivanaani Vangangoimutsa?

8 Hondo Yenyukireya—Inogona Kudzivisika Here?

10 “Kutsvaka Mwari Kworudzi Rwomunhu”

11 Mhuka—Chipo chaMwari

14 Mhuka Dzinovaraidza—Dzione Zvakafanira

18 Mhuka—Tichanakidzwa Nadzo Nokusingaperi

20 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Kutaura Zvepabonde Parunhare Kwakaipirei?

23 Muti Unorarama Zvinoshamisa

28 Muedzo Wokutenda

32 ‘Rizere Mashoko Anokosha’

Kuongorora Mapopoma Anoshamisa 24

Victoria Falls inonzi ndiyo mvura iri kupopoma yakawanda kupfuura dzose panyika. Dzidza pamusoro peizvi nemamwe mapopoma mukati mokushanya kusingakanganwiki kuZambia.

Kunwisa Kwakaipa Chaizvoizvo Here? 30

Vazhinji vanodavira kuti kupota vachinwisa hakuna ngozi. Bhaibheri rinoratidzei?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

BUTIRO: U.S. Department of Energy photograph; peji 2: Kuputika: DTRA Photo

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe