RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g03 8/8 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2003
  • Mashoko Akafanana
  • Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Kukuvadza Kunoita Zvinonyadzisira
    Mukai!—2003
  • Nei Ndisingafaniri Kuona Zvinonyadzisira?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Zvinonyadzisira Hazvikuvadzi Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
Ona Zvimwe
Mukai!—2003
g03 8/8 pp. 1-2

Zviri Mukati

August 8, 2003

Chii Chiri Kuitika Kumamiriro Okunze?

Maitiro asinganzwisisiki emamiriro okunze akaparadza nzvimbo dzepasi pose. Izvi zvinoreva kuti pane chimwe chisina kunaka mumamiriro okunze here?

3 Mamiriro Okunze—Pane Chisina Kumira Zvakanaka Here?

5 Chii Chiri Kuitika Kumamiriro Okunze?

8 Hakuzovizve Nenjodzi Dzemamiriro Okunze!

10 Chimwe Chinhu Chakatadza Kukukurwa Nedutu

16 “Usakanganwa Amburera Yako!”

19 Zvinonyadzisira—Maonero Akasiyana Kwazvo

20 Nei Zvinonyadzisira Zvakapararira Kwazvo?

22 Kukuvadza Kunoita Zvinonyadzisira

27 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Nei Ndichinzwa Kuti Ndinofanira Kuva Akakwana?

32 Tsamba Yakabva Kumudiwa

Kuvenga Mamwe Madzinza Kunopembedzwa Here? 30

Kuvenga mamwe madzinza kwakaguma nokurwisana kunodeura ropa, kunyange mumakore achangopfuura. Bhaibheri rinopembedza kurwisana kwakadaro neimwe nzira here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe