Zviri Mukati
July 8, 2001
Kushandisa Zvinodhaka Zvisina Kufanira Pane Chinopedza Chinetso ichi!
Zvinodhaka zvinokuvadza ndezvipi chaizvoizvo? Nei vanhu vachipindwa muropa nazvo? Pane chingapedza chinetso ichi zvechigarire here?
3 Zvinodhaka—Zvinoshandiswa Navanaani?
6 Zvinodhaka—Nei Vanhu Vachizvishandisa Zvisina Kufanira?
9 Kushandisa Zvinodhaka Zvisina Kufanira—Pane Chinopedza Chinetso Ichi!
19 Nyika iri Kupererwa Nemvura Here?
26 Kutsvaka Mvura Inopa Upenyu
Mwari Achanzwa Minyengetero Yangu Here? 12
Ungava sei nechivimbo chokuti Mwari achanzwa minyengetero yako? Ungaswedera sei pedyo naMwari?
Nzvimbo ine Maruva Yakasiyana Nedzimwe 15
Nharaunda yeFynbos yomuSouth Africa ndiyo musha wezviuru zvemarudzi emiti asingawaniki kune imwe nzvimbo munyika yose.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Nigel Dennis