Zviri Mukati
March 8, 2000
Uranda Hwamazuva Ano Kuguma Kwahwo Kwava Pedyo! 3-12
Mamiriyoni avanhu, kunyanya vakadzi navana, anorarama savaranda chaivo. Uranda uhwu huchaguma sei?
3 Chakavanzika Chakanyatsochengetedzwa
5 Ndivanaani Vari Varanda Nhasi?
9 Uranda Hwamazuva Ano—Kuguma Kwahwo Kwava Pedyo!
13 Kuzviuraya—Dambudziko Revakawanda Risiri Pachena
32 “Ndinofanira Kuvimba naMwari”
Vanhu vokuRussia Vanokoshesa Rusununguko Rwokunamata 22
Vanhu vanogara mune yaimbova Soviet Union vakava norusununguko rwakakura rwokunamata Mwari kubvira muna 1991. Rusununguko rwakadaro rwunokosheswawo neavo vakatamira kune dzimwe nyika.
Nei Shamwari Yangu Yakandirwadzisa? 29
Pane dzimwe nguva ushamwari hunochinja kuva husina kunaka. Izvi zvinoitika sei? Chii chaungaita nezvazvo?
[Vakatipa Mifananidzo iri papeji 2]
COVER: Clockwise from top right: UN PHOTO 148000/Jean Pierre Laffont; UNITED NATIONS/ J.P. LAFFONT; J.R. Ripper/RF2; J.R. Ripper/RF2; UN PHOTO 152227 by John Isaac; center: United Nations Photo: 151730
UNITED NATIONS/J.P. LAFFONT