Zviri Mukati
January 8, 2000
Mushonga Nokuvhiya Zvisina Ropa Zviri Kuwedzera Kudiwa
Mushonga nokuvhiya zvisina ropa zvakurumbira kupfuura kare. Nei zviri kudiwa zvakadaro? Zvakakotsekana pane kuisira ropa here?
4 Kuisira Ropa—Makakatanwa Aitika Kwenguva Refu
7 Kuwedzera Kudiwa Kwomushonga Nokuvhiya Zvisina Ropa
12 Vanamai Vane AIDS Vane Dambudziko Rakaoma
Kuba Vanhu—Bhizimisi Riri Munyika Yose
Kuba Vanhu—Bhizimisi Rinotyisa
Kuba Vanhu—Zvinhu Zvikuru Zvinokukonzera
Kuba Vanhu—Pane Mhinduro Here?
‘Vaizorodza Zvikuru!’
Maonero Ari Pakati Nepakati Etsika Dzakakurumbira 14
Tsika dzakawanda dzakadzika midzi mukutenda mashura uye mupfungwa dzezvitendero dzisiri dzomuBhaibheri. MuKristu anofanira kuona sei miitiro yakadaro?
Ndinofanira Kuva Nekadhi Rechikwereti Here? 29
Pwere dzinofanira kunyatsofunga mubvunzo uyu, kusanganisira kubatsira kwaro nenjodzi dziripo.