Peji Yepiri
Zana Remakore Rechi20—Makore Anonetsa Okuchinja 3-12
Kuchinja kunoshamisa kwakawanda kwakaitika muzana remakore rechi20. Zvisinei, kumwe kuchinja kunokosha pane kwose kwakaitika kwave kusingawanzotariswi. Kuchinja kupi?
Ndinogona Sei Kunyatsofara Nevanhu? 13
Unonzwa seunonyara here? Nyatsofungisisa nezvemamwe mazano angakubetsera kukurira kunyara.